kana maKristu aakumhanyira zvinhu zvevanhu zvavasiri kuziva kuti zvabvepi...achaparidzira nyika ndiani kana kutsiura mbavha nemhondi...thats why wachingotanga machurch mhani kuda zvinhu too much...haurohwe nemunhu anopa nyika yesi dzimota.Aaaaah koo angaiteiwo iye
akapedza bhaibheri rese kuriimba saka vana vachawana nhaka ipi pakuimba gospel plus ndozvinoita kune varume wanotora vakadzi wemubhero.Inhamo inga makatengesa nyika nekuda kwema 2 slice ekukandirwa sembwa after rally wani every Zimbabweans hatisi sana Tongogara Chitepo