High court irikuti vana vasati vane 18 vanobvumidzwa kubvisa nhumbu zviripamutemoZimbabwe ,Zimbabwe hapasisina zvenyika izvi yangovawo yezita kuti nyika ummmm mutemo rudzii achikona kugadzira nyika ko kana vana vakafa nhandi Mwariweee
zvotoparara tichivapenyuZim yaora manje zvese zvese zvakungobvumirwa. Nguva yaMugabe miti yaiiswa zvikwangwani zvakadzi "Abortion is a crime ". Zvino maZidhimoni echihure nengochani humbavha zvese zvakungowanirwa nzira dzekungonzi human rights.