Friday, September 20

News News

July 31, 2024

Moreboys Great Hope Onzi Aita Hutsinye Na Passport Evaviti Ava Haasi Right So Vabhadhariswa Nazimari + Lawyer

Iwe Moreboys siya vana vadye bag ravo, godo rino kukuvadza , vakaramba kushandiswa newe chivasiya ka , Uri duzvi remagwava ndini ndadaro ,Mapassport avo ari valid here ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚or akadhidhwa auti ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Prisca Chaya ukuiona here nyaya yezvivana izvi           Aaaaaah iwee adii zvake avasiya wani vakapfekedzana ma ring after court now munhu wese o believer kuti yanga iri marriage๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

July 31, 2024

Aunt Joy Zimba Yekuda Zvinhu Vavhurirwa Huru Mukadzi Mukuru Hayaaa

Kuruzevha hakuna kushata zvachose ,chakuita kuti kamchachilo kaite sekunge kakutsvinyirwa ,kunyira kwaanoita vamwe , especially vanogara kuma location chitungwiza etc          

July 30, 2024

Shamwari Ya Gerald Wekuuraiwa Namuchacha Yotaura Zvakaitika Zvese Ku ZRP Malbra Nyaya Iyi yakatomboemda Ku Police 2018 Zvinzwirewo

Tafadzwa Chidawa ndoo nyaya dzake ka idzi. Hero basa detective. Pattricia Jackie  Patricia hide me ndiri friend yaGerald taigara tese kucranmbone ishuwa akashaikwa paakanogara namai tt kumalbra nyaya iyi yakaitika around 2017 kupera kwayo kana kuti 2018 kutanga kwake last time yandakataura naye aiti ndasungiswa namai tt vati ndakavabira malaptop nefone so             ndatorwa nemapurisa ekuharare anga adzokera kumba kwavo kumasvingo kumba kwavo ndakaenda kucentral kunomutsvaga asi handina kumuwana kubva ipapo handina kuzonzwa nezvake brother yake akandifonera achifunga kuti arikumba kwanguu here ndikati no from there haana kuzowanikwa futi Pj reply dei mauya musiri ghost ..ok can I have the brother's number. ?  ?

July 30, 2024

Nyaya Inorwadza Iyi Couple Iyi Yakaita Traditional Wedding 13 July Mukadzi Kokufa Musi Wa 30July Varoyi Variko

@lizzy:I prefer maroro akare aye aitwa zvinhu in secrecy and silence cs it's not everyone anofara panoitwa chakanaka..people are evil hearted out there@ckhuโค๏ธsokhelaโค๏ธ:๐Ÿฅบand it's no longer village people and family               nowadays,,those close friends are more dangerous than lightning๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”eish so sad๐Ÿซ‚@Audrey Charles:This is sad .The husband is never going to heal from this .This is sad ,loosing a loved one just after you decide to tie a knot …..May Her Soul Rest In Peace .

July 30, 2024

Pakashata Mumwe WeMukadzi Wa Mike Chimombe Akutodyiwa Na Bhururu Murume Arikujeri

Boss Mukaka ngavachi buditswa mujeri vachawana vakadzi varohwa ๐Ÿ‘ naSidhudla Wikinero, nekuti ma homemade elo bhoni ndiwo ake chaiwo  ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ

July 30, 2024

Jeremiah Kanjanga Wekuuraiwa Namaitt Hama Dzake Dzobudikira

Jeremiah Kanjanga Wekuuraiwa Namaitt Hama Dzake Dzobudikira 

July 30, 2024

Pashata Maitt Vatorwa Ne Police For Interrogation Nenyaya Ya Garry Docket Ravhurwa

She got threatened na mai TTShe was crying too makes me wonder  MaCID please hero basakutya uko cz pakanzi parikusungwa vanhu iye anosungwa akadii kutaura makoe ese ayoMmmmmmmm Mai machira vari kutya she even shade tears. I guess vakashekewa or kutoudzwa kunzi if you don't reverse your statement tiri kubata vana vakoZvinhu zvacho ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ         ..mumwe jerry mupenyu ariko akaroora ariko Ku headquarters ye zaoga Ku waterfalls. Yes it confirmed akadanana na Mai TT between 2016- 17 Mumwe Ari kuti nyaya ndeye chokwadi jerry is missing tava ne pic. Ok both sides. So       ...kana Ari mupenyu he just have to come and clear his name. Vanga vachitaura zvavasingazive vosingwa vese of false information and also defam

July 30, 2024

Bus Accident inotyisa Yakonzereswa Nema Driver 2 Emabus pafiwa

Bus Accident inotyisa Yakonzereswa Nema Driver 2 Emabus pafiwa.      

July 29, 2024

Mota Irikubvira Ixvezvi Borrowdale Road Munhu Arimo Mukomana Achingobuda Mubhawa Pakashata Achichema

Mota Irikubvira Ixvezvi Borrowdale Road Munhu Arimo Mukomana Achingobuda Mubhawa Pakashata Achichema 

July 29, 2024

Mai Bvukururu Hazvina Kumira Mushe Kuita Kunyadzisa Mazepe Ne Dzidza Rose Haiwa Tanyara

Mai Bvukururu Hazvina Kumira Mushe Kuita Kunyadzisa Mazepe Ne Dzidza Rose Haiwa Tanyara

21 22 23 24 25