Friday, September 20

News News

August 05, 2024

Madamboss Vofumurwa Namaitt Unonyadzisa Iwe Hauna Kaba Chinhu Even Imba Kumusha Zvako Pashata

Mai ava vanokanganwa kuti munyepi mukuruChikiti arikuitira madam boss live now mhanyaiko😂😂😂😂😂Iwe zvaunonyepa zvose takambokuvhudza waiti unemba wani uchirojaIwe unei nazvo ko kana aiseka nema fans ake unenhamowo iwe I'm not support ya mb             but iwe urimupengo zvinei newe kana akanyepaThey are certain things we show to the world and things we don't coz of circumstances saka better vangu vatoti unonyepa or hauna chaunachonwhiliet you protecting your self from an harm

August 05, 2024

Pashata First Wife Yababa Harare Yofumura Zvese Mashura

Hakuna gorgeous inotora murume wemunhuMercy Greene ehe zita rekuti baba Harare akaripihwa mukadzi auya kuzomuona ku Harare abva asvikozvara aigarisa mukadzi kumusha uyo             Brightmore Chabata ehe ha ndakabatikana sure kusiya mukadzi nekuda kwekufarisa wakusvora culture yako nekuti wawana yellowbone midzimu haifare hazvipere mushe

August 05, 2024

Pashata Minister Machakaire Vave Kusungisa Maitt Nenyaya Yekuti Vati Dzabu Mwana Wavo

Kuzvida kana kusazvida ava vanhu vakafanana zvisina kupokanaApa kufanana nabba vake🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣             chekuudzwa huroja chanyatsorwadza kuti dyoooo mtisi akungotamba tamba kunge huku yadamburwa musoro . Tamba hako Mtisi uku takakubata kuti dzviiii kubatwa panonaka ndokuziva🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

August 05, 2024

Baba Harare Voti Rita Chisikana Ndakamusvipa Haana Classy

Choose those who choose you.  Kubva nhasi kumba kwedu takungodya huku dzekwa Terry, toseka majokes Frets Donzvo tobva tongosonerwa na           Hatiperi Wacho and then todzidza kuva classy and successful sa Madam Boss. Kana tada zvema day1 tonanga kwa Mama Vee . Thank you to all my social media family for choosing to come to support me P.s picture iyi yaiswa na comic

August 05, 2024

Olinda Chapel Nhai Mwari

Everyone is such a big fan. So embarrassing for a whole grown woman to be going around tables picking up name cards just to be associated with me 😂😂😂😂😂   I never sat next to you, never spoke with you and definitely never saw you 🙌🏻🙌🏻🙌🏻.    Stay in your lane ! Let alone in your tax bracket         👇👇👇samaz        Who said I sat next to you imbwa iwe ?             I refused to I don’t sit next to dogs 🐕 get some food uchafa nekuda kuita skinny.We started the week with a high note of violenceKwaibvigwe imi here nhai sisi vakuru, mati manyei unless kana pane information yatisina. TioneseiTendai Muswe

August 05, 2024

Lorain Guyo Kuita Kupetwa Na Madamboss Na Mhosva TV Vachimusvotesa Kwa Baba Harare

  Vajaira dze koi koi hausi kuwona Chero mama vee ndiro dhanzi rachoTiriko Ku Album Lounch Yababa Harare Aiwa Zvinofadza Waziva Ani Apa 👏👏👏👏        

August 04, 2024

Breaking News Nigerian Actor Anemukurumbira Ofa Achitamba Bhora Zvakaoma

Popular Yoruba vlogger and Actor businessman Afobaje has passed away. The news of his death, which occurred on Saturday, August 3, 2024, has shocked and saddened his many fans and followers. Afobaje reportedly collapsed while playing football at Ikeja Cement, Lagos.59 mins ago  His             unexpected death has triggered an outpouring of grief on social media, where Nigerians from all walks of life have taken to expressing their condolences and reflecting on his profound impact. Read also: Ondo Gov appoints comedian Seyi Law SSA on Entertainment               Afobaje was celebrated for his distinctive approach to sharing Yoruba culture through his vlogs. His abil

August 04, 2024

Evidence Chihera Nhai Mwari Mamurwadzisa Musikana

Evidence Chihera Nhai Mwari Mamurwadzisa Musikana 

August 04, 2024

Mashura Aitwa Na Baba Harare Ku Album Lounch Uko Yoyoo Zvakuita Sezva Masatanisti

its not easy maZimba kugamuchira but you take a good stepPreparing ourselves for the second coming of jesus Christ 🔥🔥🔥🔥🔥Im sure it was             not easy from jiti to gospel..well we will support u😊Wow chokwadi God's time is the best...I'm proud of you my brother haungambotadze kuchema Nyasha dzaMwari dzakanyanyisa 😭😭😭😭

August 04, 2024

Tytie Ochemedzwa Ne Nyathi Family Mukomana Pakaipa Hayaaa

Mafunga kudzoka kuvanhu Ka Moana ma views akudonha😂zvobatsirei kuita 1million followers uchiwana 23k views ...Tambai nevamwe zvakanaka🤗Tytie na Makoti zanganisai ma skit enyu NE Shona English yenyu hazvisi kunakidza ..Nyathi family 😂 vana Ava content yenyu itai muchichinja vanhu vanotokunzwirai henyu tsitsi imboitai             zvima Games zvekudya zvekutamba 😂 Muchiri makatonhora vapfana vangu shandisai mukana uyu wekuti ana Tytieee varikutizwa NEMA zimba makatonhora vapfana...Potai muchitaura nevanhu mu comment section hamusi ma celeb mhani musingadaire mafans enyu 😂 ndoita senge ndichakuvharai nembama hamuterere....

18 19 20 21 22