LeeMemoz Moyo vanosungwa 2minutes wotonoba futi musambonzwa tsitsi🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️😡😡😡😡😡😡 kutora mutemo kuisa muhomwe dzavo itsokeyNzara yakaoma veduweee,munhu ngaarohweMusaba veduwee gutsikanai nezvamunazvo munofira mahara veduwee😭😭😭😭😭 imagine vari mai vangu varikurohwaNo this is wrong why didn't he call the cops ...mnxm ndombinga dzematuzvi
😂😂sisi still fishingMahure vanhu ava 😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣Iripo but filter yanyanya asi kwainzi murume wake arikuhura naenchantressAnabel Masibanda kupfeka ring lore a munhu akachata here???? Read to understand and not to respond she was engaged before maroro and after maroro aingoipgeka ring yake so that’s quite surprising kuti why not now
Nyathi acharombeswa netuvanhu twakaromba utwuMusafarira zvisina basa munhu uyo mumba make hamuna kana mukadzi,hamuna kana mwana asi anemazimari anogara ega imiii,imika,imika,handina kumboti akaromba iniKouyo anouya asina bbie anoda kudyavo Mai Nyathi hre 😂😂😂Asi zvekt mfes uyo ano sponser zvese asi paside pasina munhu wake i danger zvayo ameno mkadz akaona kurikubva mari anotanga kuita ma ideas, naiwaya ndinot nyathi mungongwarira
Haaa vanhu dzidzai kushanda mega moda zvemahara muri honye hreUyu anedzungu uyu ndosaka asina mkadziKana vakakumbira havo vasina kuita pfungwa yekuba handione problem nekuti mota inongodiwawoHakuna asingade mota kungodzishaya zvedu asi totoda 5 five
This is Oliver Mtukudzi's response from the grave. He is not happy at all with all this drama. Daisy ngaatsvage mediator odaidza anaSelmor naSandra then voyananiswa and mhuri yocheneswa and they are good to go. Pride yese yamai avo ngavatombomira zvavo because iyi ingori warning badzi from Tuku. Vakafa vanoona
Its a skit haro but hembe idzo vachangodzipeta futi vorongedza zvakangooma😂Musadero madam boss,zvobhowa zvokut izvo zvamurikuita,tanzwa nekupeta hembe kumabasa uko,mukunyatsoziva zvoitika mukushanda mumba kkkkkkkHaaaa basa racho pakadai rinogara haro ,chii chakadaro chinenge ngozi😄😄😄😄 Leona Murwira kupeta ndokwavachatoita varipabasa dear ini ndinoshanda kwanguMunin'ina wangu akamboshanda pekuti ainzi enda kuYoutube uone mapeterwo anoita hembe mucupboard so every week atochinjiswa mapetero macupboards ose ,chibasa ichika ndechekupenga chete
Hie family im coming to seek your help on behalf of Hwindi President Music he gt into an accident things are not ok anyone who can help especially financially his eco cash number +263 78 982 8419 THANK YOU Chipaz Promotions Fantan Dweet Nashtvzimbabwe Tinashe Mutarisi Sir Wicknell Godfatha TemplemanzimTambai ma round ema artist mubatsirane pachenyu mari dzema shows munenge muchiisa kupi, Get well soon HwindiMaartist lets be friendly tibatsirane kubvisa mari umwe wedu achiri mupenyu kwete kuzoposter vamwe vave mucoffin SaSantaApa imba yakabva kupwanyiwa dzakasimuka shuwa stay strong mahwindihaaaa muface uyu aripah ma1 apah nezuro he perfomed very
anhu eZAOGA oti arikutaura nechipoko chaEzekiel Guti kuBirmingham izvozvi-zvozvi 👇The incident, which left attendees in shock, suggests that the spirit of the late Ezekiel Guti, a revered religious figure who passed away over a year ago, has allegedly made an appearance in the UK. Guti, who was known for his influence in the ZAOGA church and a distinct association with Emmerson Mnangagwa’s signature scarf, is now at the center of a bizarre and controversial claim. Says one congregant in the video clip below- “As I was sitting there, and Doctor Laverne (Guti’s first born daughter form his small house) said someone’s hands are burning now, I felt my hands were so much itching and there was that side sensation
Magaya Loses Giant Church Hotel Over USD420,000 Debt👇Prophet Walter Magaya Loses Major High Court Case, Faces Dispossession of Famous Hotel By Dorrothy Moyo | Harare, Zimbabwe — In a significant legal blow, Prophet Walter Magaya has lost ownership of his famous hotel and stadium after a ruling by the High Court of Zimbabwe’s Commercial Division. The court’s decision, made on October 9, 2024, allows the sale of the property to settle a debt of US$420,140.72 owed to GetBucks Microfinance Bank Limited.Walter Magaya Magaya, known for his leadership of the Prophetic Healing and Deliverance Ministry, had recently hosted Zimbabwean President Emmerson Mnangagwa at his Heart Stadium earlier this year. However, this co
Nduna Apologises To Mnangagwa for Faking Graduation In a surprising turn of events, Dexter Nduna, chairperson for resource mobilization and revenue generation within the ZANU PF Central Committee, has publicly apologized to President Emmerson Mnangagwa for his decision to attend the recent graduation ceremony at the University of Zimbabwe (UZ), where he was not a graduate. Nduna’s presence at the ceremony, presided over by Mnangagwa as Chancellor of all state universities, raised eyebrows given his failure to complete three critical courses required for graduation.