Chegutu ine mweya wekuurayanaShoko riri kuti wechidiki uyu akabaiwa nebanga pawestend zvakaomaWestern yakamboitwa sei chaizvo warwadzisa TAKUZvikanzi pane ma demonstrations akurongwa panoita mapurisa anogarirapo mwedzi wese. Kwava ne makore mangani panouraiwa vanhu every week asi mapurisa haagaripo?May his soul rest in perfect peace. Westend inoda Nyasha dzaMwari.
Leonard Dembo's widow, Mai Morgan, addresses Ngwere and all artists who use Dembo's songs and tunes without permission.Ye ngwere inotonakidza kudarika original kkkk ngairire ngwere Ngwere ichangowanikwa yakafa zvayo 😂😂😂😂vanhu havaideLeonard Dembo akapedza zvese zvekuimba zvacho saka hapachina chekuimba chacho kwakutongoimba izvozvo zvacho Tosangana ku court kana zvakunetsaiVaiimba part ipi zviya mother avo 😂 Dembo ndiye akatobira Ngwere song yakeHaaaa imi hamusi kukaziva kasong kaNgwere kana time dzavekuenda kuO clock ⏰️ unonzwa kuti yesoooo🤣 🤣 🤣 🤣 Haaaa zvakaoma izvi zviri wrong izvii Ngwere
Fokofu kamuchacha futseki hatiwudzirwe zvekunyepa Hatibude mubhodho tiri ku glower wazora munhu dhoti glow yako atsva wakuti mai juju 😂 gara kumusha ikoko usatinyaudze Mai Juju Cosmetics Lullu EdwardsPattricia JackVarume 2 vauya kushop kwangu vachinditsvaga so Sharon afona achiti mapurisa arikuda kutaura nemi ndapiwa fon zvikanzi dzimai post ya Idah yamakaisa because she s a criminal ndabvunza kuti so kupedza kwangu Idah mapimples where is it connecting nemafutaangu they threatened zvikanzi chingobvisai every post about Idah. Ndavati I’m driving there ndimirirey ndokubvunza Sharon kuti mapurisa arimu Uniform zvikanzi kwete ndati vape fon nditaure navo. Ndabvunza kuti maOfficer mazita enyu ndivanani because ndine vakuru vandaudzan
Zvandasangana nazvo mumastreeet. Pane nyaya iri Ku trenda ya mukoma Sean. Saka Sean uyu hure remakoko so pa ma hure Ake pane akabata phone akaona mashura ndokubva create group ndokubva aita add vasikana vake vese I think 17 girls vese vake Sean uyu. Saka group iyi inonzi vese vari married, in relationship, sleeping , flirting and being asked out with Sean to join the group. Saka vasikana Ava vese vakapinda mu group umwe me mumwe achitaura kushandisa kwakaitwa na Sean uyu. So after knowing each other mu group makatenga kupisa vamwe vachiti ndini nhumbu ya Sean, vamwe are promised kuti vacharoorwa na Sean uyu. Kodzoti ve UK munovaziva havatane kupa spousal visa vanga vakutomugadzirira visa ye UK.
Pamwe Ketty was right paakati Mura aka svedera padhuze nemunhu anotora raki ne star rake… there’s BabyDon a Zim Dancehall Artist before and afterShe must stop drug abuse Full stopSay no to drugs stop blame game these are drugs ,Chiiko chinonzi ketty nhaiwe munyori mura akatora musikna uyu munzira akamubatsira akamutora achiridza hre why ko kungotsvaka mbiri nezita remunhu chii chakadaro chinenge ngoziiiUnenge unobhemawo mutoriro newewo oc wacho unenge unofunga negaro
Hakunawo vamwe vangapihwe maAward here kunze kwembuya idzodzi dzakasoopera kare kare.Nhai zvako iwe every year Ndezvechizanu kaaa soo obvious ndovanoramba variko dai vachiti tovhote but tozongoona vatopihwaNdri kutya kutaura ndinonzi ndiri bita ndine bhitanesi🤣
Barbara Rwodzi Office Car Involved in Accident at Mabvuku Turn-Off👇 A vehicle belonging to the Zimbabwe Ministry of Tourism was involved in a serious traffic collision at the Mabvuku turn-off on the evening of November 30, 2024.Eyewitness accounts indicate that the accident occurred after 7:30 PM and involved two vehicles, including the Ministry of Tourism’s branded pick-up truck and a silver sedan. The crash caused significant damage to both vehicles, with the rear of the sedan and the front of the Ministry vehicle sustaining impact.Details about the cause of the accident remain unclear as authorities investigate the scene. Emergency services were present, and no fatalities have been reported at this time. However, the condition of
Bhodho cosmetic yakashungurudza Chipo the trouble causer kusvika apwanyirwa shop, using his powers kuti mu Cio, today makuita the same kuna mai tt ?? And hamunyare chero muri vemutemo ndozvazvinoitwa here kuita abuse of power??Some comments are unnecessary ....the hatred n bitterness to a man who dd nun t u ....the funny part u might b mwana wemvana ,brother to mvana or soon to be father to mvana ....dzinotodawo marriage iyoyoAnonekwa mkadzi uya kuti anegodo nehutsinye ndosaka achitamba natrya snake 🐍He must be reported for abuse of power cz CIO ndeye state security not zvekutungana kwembudzi
Hayaaas mmmmmm hazvipere mushe izviiVanhu vanehasha kunze uko🤣🤣🤣Asi ndaifunga kuti VaCharamba vaCharambaVanhu vari kuitira hasha dzavo vanhu vasiri ivo.Dai vanhu vapedzera hasha kune arikuramba achitonga asingagone,newavakavhotera twice achiti ane plan yekubvisa Zanu achiziva kuti haana kana cent replan zvaro.Ndovanhu vanofanirwa kupedzerwa hasha ivavo .Some comments are unnecessary ....the hatred n bitterness to a man who dd nun t u ....the funny part u might b mwana wemvana ,brother to mvana or soon to be father to mvana ....dzinotodawo marriage iyoyo
Vanhu vepano dzidzai kutaura chokwadi not nice nice zvinhu zvisiri NYC ah nhaimi Shoes are big Hembe not nice Mu cuddlesome mune tuma beautiful dresses bhutsu torai size yake handidi munhu pa comment pangu dzidzai kuudza vanhu chokwadi ko committee haisi kubata dress code yemwana ere 😏 Muchato pics are memories forever veduwe hatingati ihembe yeku kura nayo ka iyi TitendeVanhu udzai munhu chokwadi that dress it's too big harina fittingVarikuti maziso emwana murikuzama kutiiko nhaimi. Mwana akazvinakirwa, runako rwevanhukadzi rwurimumeso. Dai asingaoni pamwe tichiti akaremara. Ayo ndoma SEKISI eyes manje boo akadero. Chana chakazvinakigwa nemeso acho icho. Musangode kupa mwana urema hwaasina . Musatukirira