Saturday, November 30

Kiki Mwana Wenyathi Family Nha Ishe Zvinorwadza

Vanhu vepano dzidzai kutaura chokwadi not nice nice zvinhu zvisiri NYC ah nhaimi 

Shoes are big 

Hembe not nice 

Mu cuddlesome mune tuma beautiful dresses bhutsu torai size yake handidi munhu pa comment pangu dzidzai kuudza vanhu chokwadi ko committee haisi kubata dress code yemwana ere 😏

Muchato pics are memories forever veduwe hatingati ihembe yeku kura nayo ka iyi 

 

 

 

 

TitendeVanhu udzai munhu chokwadi that dress it's too big harina fittingVarikuti maziso emwana murikuzama kutiiko nhaimi. Mwana akazvinakirwa, runako rwevanhukadzi rwurimumeso. Dai asingaoni pamwe tichiti akaremara. Ayo ndoma SEKISI eyes manje boo akadero. Chana chakazvinakigwa nemeso acho icho. Musangode kupa mwana urema hwaasina . Musatukirira nyathi paasingapindi heee haapinduri hee what what imi tangai mapindurwa nehama dzenyu kuma WhatsApp or udzai Hama dzenyu dzinokuitai ma blue tik Ku app dzikupindureiMai nyathi I would like to

 

 

 

 

advice you zvisiri zvemuchato if you prefare short hair ,ita kacut kako kechikadzi woisa s-curl ,motsvaka tint yenyu yakadzikamira sooo, yepurple or yebrown iye , you must be classy mai Nyathi, mave nayo mari wani shoma iyoyo, we know we have budgets in life, but the whole world maziso avo aripamuri, maintain your shot hair, you are beautiful but you are hiding your beauty nekusagona kuzvi maintain, mkadzi haagezi nemvura chete akachena,go and buy your gentle magic

 

 

 

 

kit it's not expensive R100 unotenga kit yose yokumeso uno look good you will thank me later, hembe pfekawo dzinobata ndozvinodiwa nevarume ufunge, tuma shorts netuma top tusingakuvhari body yose, in Mr Price you wil never go wrong, majean trousers ako, tuma dress tanabata sooo rakaita sechiye cheblack chamunacho bhooo zvokuti

  • Share: