Sunday, April 20

Mu Zimbabwe Maita Baltasar Engonga Sean Uyu Kudya Vakadzi 17

Zvandasangana nazvo mumastreeet. Pane nyaya iri Ku trenda ya mukoma Sean. Saka Sean uyu hure remakoko so pa ma hure Ake pane akabata phone akaona mashura ndokubva create group ndokubva aita add vasikana vake vese I

 

 

 

 

think 17 girls vese vake Sean uyu. Saka group iyi inonzi vese vari married, in relationship, sleeping , flirting and being asked out with Sean to join the group. Saka vasikana Ava vese vakapinda mu

 

 

 

 

 

group umwe me mumwe achitaura kushandisa kwakaitwa na Sean uyu. So after knowing each other mu group makatenga kupisa vamwe vachiti ndini nhumbu ya Sean, vamwe are promised kuti vacharoorwa na Sean uyu. Kodzoti ve UK munovaziva havatane kupa spousal visa vanga vakutomugadzirira visa ye UK. Pa ma pics apo pane mamwe achichata. Hurai mufe

  • Share: