Saturday, November 30

Maitt Voti Vakutyira Hupenyu Hwavo Madamboss And Friend Kudaparadxa Business Ravo

Fokofu kamuchacha futseki hatiwudzirwe zvekunyepa 

Hatibude mubhodho tiri ku glower wazora munhu dhoti glow yako atsva wakuti mai juju 😂 gara kumusha ikoko usatinyaudze Mai Juju Cosmetics Lullu EdwardsPattricia JackVarume 2 vauya kushop kwangu vachinditsvaga so Sharon afona achiti mapurisa arikuda kutaura nemi ndapiwa fon zvikanzi dzimai post ya Idah yamakaisa because she s a criminal ndabvunza kuti so kupedza kwangu Idah mapimples where is it connecting nemafutaangu they threatened zvikanzi chingobvisai every post about Idah.

 

 

 

 

Ndavati I’m driving there ndimirirey ndokubvunza Sharon kuti mapurisa arimu Uniform zvikanzi kwete ndati vape fon nditaure navo. Ndabvunza kuti maOfficer mazita enyu ndivanani because ndine vakuru vandaudzanhau yenyu varamba kutaura mazita ndokubuda vachitiza. 

 

 

 

 

I know vanhu vatuma varume ava because ndabvandavaudza kuti munhu akutumai ndrikumuziva. 

Now imi baba nhingi vakatumira Idah message because murikurwira mukadzi wenyu listen very careful. Don’t try that with me again next time I’m Opening a docket against you izvozvi.

 

 

 

 

Do not threaten me or send people to my work place . I will expose you and your wife if you try that with me again next time . 

Mungapindire nyaya dzemadzimai hamunyare here ?? 

This is not politics this is business.

  • Share: