Hayaaas mmmmmm hazvipere mushe izviiVanhu vanehasha kunze uko🤣🤣🤣Asi ndaifunga kuti VaCharamba vaCharambaVanhu vari kuitira hasha dzavo vanhu vasiri ivo.Dai vanhu vapedzera hasha kune arikuramba achitonga asingagone,newavakavhotera twice achiti ane plan yekubvisa Zanu achiziva kuti haana kana cent replan
zvaro.Ndovanhu vanofanirwa kupedzerwa hasha ivavo .Some comments are unnecessary ....the hatred n bitterness to a man who dd nun t u ....the funny part u might b mwana wemvana ,brother to mvana or soon to be father to mvana ....dzinotodawo marriage iyoyo