Saturday, February 22

Search result for ""

April 30, 2024

Mashura Mai TT Vobuditsa V11 Kuti Vakamanikidzwa Kuroora Tinashe Maphosa Na Tete Mildred

Mashura Mai TT Vobuditsa V11 Kuti Vakamanikidzwa Kuroora Tinashe Maphosa Na Tete Mildred            

April 29, 2024

Daddy Hopewell Chin'ono Voti Mazimbabwean Ndirwo Rudzi Rune Vanhu Vane Hutsinye Kupembera Kutambura Kwemumwe Votsanangura

Usambofa wakaudza muZimba zvauri kuronga, vanhu ivavo vanegodo rinotyisa, vanokudonhedza, vane huhutsinye. Taura wasvika.             MaZimba ndiwo rudzi chete rwanda kaona rwuno pembera kutambura kweumwe wavo. Vanotono gadzira manyepo zvinoitwa naSimba Chikanza zviya kuti udonhe.   Mweya hwehuroyi hwaka vagara, vamwe vanodepotesana, unowaneyi kubva kwazviri?             Mweya wetsvina hwakagara rwudzi rwedu, kana zvichiita, reduce interaction navo kauri kunze kwenyika, usataure zvaunoita.   Kana vehukama chaiwo vanenge vachito fashaira negodo.              Muve nezuva rakanaka hama dzangu.Chokwadi haa godo

April 29, 2024

Ku UK Uko Hazvina Kumira Mushe Mai Mazowe Kupa Munhu Anga Ari Mujeri COS Pashata Ivo Votochemawo Zvinzwirewo

Social Media unorumwa newaunodya naye like play like play.Ask me ndokuudzai inini personally.Vamwe vanhu vanouya mulife mako just to destroy you chete.๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”Soko Bae Amen ndakaregerera zvemashamwari izvi.           Unenge wait wa stepping stone then widonhedzwa futi at the same time ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”Ini ndakadzidza kuti my friends are my children ndavhiringidzwa zvekusara uchiita kunge benzi nema so-called friends.           Now got people I socialise with only when there is need,no girl trips, no home visits,no more-than-5-min phone calls, only supporting each other on functions or funerals. Never again

April 29, 2024

Breaking news Mai TT Deported & Banned From UK For 10yrs Vabatwa Ne Bleach Cream Inosungisa Ku Europe Nekuti Inopisa Vanhu face

Breaking news Mai TT Deported & Banned From UK For 10yrs Vabatwa Ne Bleach Cream Inosungisa Ku Europe Nekuti  Inopisa Vanhu face             

April 28, 2024

Mai Maketeni Votaura Side Renyaya Yekusungwa Kwamaitt Nyadzi Dzinokunda Rufu

Guys stop telling lies Makoti was not arrested,I never told anyone those lies,whoever claims I told them should bring true V11 not fake Acc.Cat family don’t worry makoti is very fine,Cat father did not go anywhere.Ndatenda!Guys stop telling lies Makoti was not arrested,I never told anyone those lies,whoever claims I told them should           bring true V11 not fake Acc.Cat family don’t worry makoti is very fine,Cat father did not go anywhere.Ndatenda!Titende sazita unoziya ma zimba dai tawanirwa nyasha kufarira kwa toita kuchema kwemumweVery unnecessary to always want to clarify zvinhu zvamunenge             muchiziva kuti inhema๐Ÿคฎwhy muchizvipinza muzvinhu zvamusingagone kuhandler

April 28, 2024

Mota Yemuimbi Benz Yaakapiwa Na Wicknel Yatoita Accident Hausi Munyama Here

Mota dzezvikwambo dzatanga kuwa manjeNdoiya benzi yavakapuwa here zvinhu zviya zvatanga muchadzi dxosera henyuInenge isati yauya HONDA FIT jah man ๐Ÿ˜…… rolls Royce yakarara wani ๐Ÿคท๐Ÿพ‍โ™‚๏ธ             Mota ikangouya ku Africa anything can happen kune mhepo chaidzo zvotoda kunamata zvakanyanya everyday havafare kukuona une mota haa                

April 27, 2024

Zim Dancehall Artists Mbida D Osungwa Kudzivarasekwa

Zimdancehall chanter Mbida D, real name Gift Zimbita, has been arrested for alleged fraud. Mbida Dee failed to perform at a bar in Dzivaresekwa surburb after receiving a deposit from the patrons.                 He is expected to appear in court today. Mbida D is the reigning Zimdancehall King after a recent crowning by a local promoter             Tags: Mbida D arrested for fraud, Mbida D in nos show Post navigation SADOMBA IS A MAN UNDER SIEGE, HE HASN’T EVEN EATEN A MEAL AT HOME FOR SEVEN MONTHS…Sadomba sleeps on the house’s first floor…Sherlynn sleeps on the house’s ground floor

April 27, 2024

Madzibaba Ishmael Chokurongerwa Vobuda Mujeri Nemhosva Dzese Dzavakapara Votaura Kuti Ini Ndirikuzoita Zve Canaan Yangu Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinzwirewo

Madzibaba Ishmael Chokurongerwa granted US$1000 bail by the High Court.   ...barred from conducting any church gatherings   ...to report to police three times a week    #hmetro     Cult Leader Madzibaba Ishmael Granted Bail, Barred From Conducting Church    Two locked up for harbouring witnesses to jailed cult leader’s crimes               Controversial religious cult leader, Ishmael Chokurongerwa, popularly known as Madzibaba Ishmael, has finally been granted bail by the High Court after spending almost two months in remand prison. Chokurongerwa (54), who leads the Johanne Masowe Penyera Nyika sect, and seven oth

April 27, 2024

Hazvina Kumira Mushe MercyvTsvange Abatwa Achiba Atoisa Nyama Pakati Pemakumbo Mu Ok Parohwa Munhu Zvionerewo

Sandi kunaka kunoita nyama yepakati pemakumbo apoKo nyama yaka freezer pakati pemakumbo. So sad kune vanhu vanovatengera vanhu ava ndosaka vachiramba vachinoba especially 90% dzevanopinda muma saloon uko, ndana shop dambu. Iyi yatove company yembavha chikwata chaicho mbava enterprise ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ’”๐Ÿ’”                     I remember umwenakambobatwa kuChoppies yaive kuChitungwiza akabuditsa 3 ma1kg polony maClere....sipo dzekugeza zvinhu zvakawanda aive murume...haaa unopererwa uchiona pachibuda half trolly pamunhuApa team irori rinokuti ndakabva ku Messina nezuro rakutengesa zvaro mu ghetto , but zvinonzwisa tsitsi zera racho

April 27, 2024

Hazvina Kumira Mushe Maitt Vasungwa Ku UK Heathrow Airport Mukadzi Aita munyama Uyuu Chiiko Zvionerewo

Mai Tt vasungiswa ku Heathrow nevanhu vezvikweretiPane vasungwa pa Heathrow ๐Ÿ›ซ ๐Ÿ›ฌ Airport....ukaitira vanhu utsinye zvinokuteveraHazvina Basa kana ukanzi ndiwee hañti kusungwa asungwa hake aaaaaaah ndianiko nhayimiChiitai muchitaura mazita kani anhuwee tohwa         setinotsva asi kana ariye wandirikufungira haaaa there's a God in heavenI knew it the day she was Bragging kuti I coming to Gatewick kuge Abreva I'm coming to Bulawayo hahahaadah Pattricia Jack iwe Inga unonamata Mwari mupenyu asinganwi tea kumba kwemunhu             Mai Tt vasungiswa ku Heathrow nevanhu vezvikwereti

127 128 129 130 131