Sunday, September 22

Hazvina Kumira Mushe MercyvTsvange Abatwa Achiba Atoisa Nyama Pakati Pemakumbo Mu Ok Parohwa Munhu Zvionerewo

Sandi kunaka kunoita nyama yepakati pemakumbo apoKo nyama yaka freezer pakati pemakumbo. So sad kune vanhu vanovatengera vanhu ava ndosaka vachiramba vachinoba especially 90% dzevanopinda muma saloon uko, ndana shop dambu. Iyi yatove company yembavha chikwata chaicho mbava enterprise 😭💔💔

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

I remember umwenakambobatwa kuChoppies yaive kuChitungwiza akabuditsa 3 ma1kg polony maClere....sipo dzekugeza zvinhu zvakawanda aive murume...haaa unopererwa uchiona pachibuda half trolly pamunhuApa team irori rinokuti ndakabva ku Messina nezuro rakutengesa zvaro mu ghetto , but zvinonzwisa tsitsi zera racho

  • Share: