Saturday, September 21

Daddy Hopewell Chin'ono Voti Mazimbabwean Ndirwo Rudzi Rune Vanhu Vane Hutsinye Kupembera Kutambura Kwemumwe Votsanangura

Usambofa wakaudza muZimba zvauri kuronga, vanhu ivavo vanegodo rinotyisa, vanokudonhedza, vane huhutsinye.

Taura wasvika.

 

 

 

 

 

 

MaZimba ndiwo rudzi chete rwanda kaona rwuno pembera kutambura kweumwe wavo.

Vanotono gadzira manyepo zvinoitwa naSimba Chikanza zviya kuti udonhe.

 

Mweya hwehuroyi hwaka vagara, vamwe vanodepotesana, unowaneyi kubva kwazviri?

 

 

 

 

 

 

Mweya wetsvina hwakagara rwudzi rwedu, kana zvichiita, reduce interaction navo kauri kunze kwenyika, usataure zvaunoita.

 

Kana vehukama chaiwo vanenge vachito fashaira negodo. 

 

 

 

 

 

 

Muve nezuva rakanaka hama dzangu.Chokwadi haa godo racho rakawoma unoona munhu achipemberera kuti murume wanhingi ahura achitonotsvaga girlfriend yacho pajekerere otoipa mari ye preparation kuti iwe muridzi wemurume unyatsorwadziwa.Haa rudzi rwangu bodo zvinozongoshata zvakwa sauti

  • Share: