Saturday, September 21

Mota Yemuimbi Benz Yaakapiwa Na Wicknel Yatoita Accident Hausi Munyama Here

Mota dzezvikwambo dzatanga kuwa manjeNdoiya benzi yavakapuwa here zvinhu zviya zvatanga muchadzi dxosera henyuInenge isati yauya HONDA FIT jah man 😅… rolls Royce yakarara wani 🤷🏾‍♂️

 

 

 

 

 

 

Mota ikangouya ku Africa anything can happen kune mhepo chaidzo zvotoda kunamata zvakanyanya everyday havafare kukuona une mota haa

 

 

 

 

 

 

 

 

  • Share: