Madamboss Husband Mhofela Voseka Chipo Trouble Causer Karma Yazokubata Nhasi Wakanyepera Vanhu Kuti Ndakakubira Page Ndikakurara You forget, Karma doesn't. When you don't know why you get what you get, think back to when you made other people’s lives difficult. The answer will be there! Lying Lips…. #usapihwepressure #usafurirwe #letlovelead On point. People should know when to stop ✋and remember after FB, there is reality, Mhofu u are still owing me mhinduro yekuti Hodzeko rakabva papi? Karma has big appetite this days move with pure intentions. rega ndimbonwa sip ndozokupindura 🤣🤣🤣 my brother 🤣🤣🤣🤣....Karma mupenyu hake Apa pataurwa pachikuru ndiwo vanhu vanoziwa kusataura mazita. One th
Bitterness Ye X WaKiki Yakaoma Okanda Video Ku Twitter Achimukwapaidza Stayera Yembwa. KIKY X Boyfriend shared All Videos Which Were left And he said Ndiye Aitoti Isa Nyika Yese Moti ndai Mu Abuser He said Aiwa vane mikaka musauye kuinbox handina video 🤣🤣Izvo zvekuzoda kuonekwa kuti munodanana Kumunhu wese muchikanganwa Kuti kunze kune varoi ...ini andina kuona zvaenda kure hangu. The questions is why was she only explaining about her ex husband of which we have seen one of the videos she is doing it with a different guy. Hazvina kupera kusvika maitawo renyu sekisi tepi uchingoti maziromo saka tattoo richaitwa sei ndipeiwo vidho racho ndionewo ndahwa kuti hachina kudhonza nzeve chinjapisi ichi
As Zimbabweans Munemashoko Api Ekuudza Nhubhu & Bishop Juliet Chiutsi Panyaya Yekusungisa Mama Grey Munhu Arikutambura Nenhamo Nenzara Hake Hameno vanoda kunzi vane mari yekupa vanhu vepaFB yet vanhu vehukama varikowo kwavo vanotamburakana, nherera neshirikadzi hobho! Dyiwayi mufe...unotoona vamwe kufarira kunzi mbinga dzemastars vachipa.. dyiwayi musacheme cheme tapota, Haa ana Nhubu kuzosungisa mazonyanya veduwe uuuumm munodherera imi vangani vanonywba paFb pano haiwawo. Makamboti futi haana amai mai vake vakaahaika uuuumm Mai Bishop Juliet Votukwa Murimbwa Ndivo Vakutobiira Vanhu Vachida Kumuendesera Mama Gray Mari Yechikafu Kujeri Hezvo Ana Maitt Vakaba Mari Dzinemubvuri Makadzifambira Here Musadaro Uyo mwana wesister yang
Comedienne Chipo The Trouble Causer has been arrested for assault. She is detained at Avondale Police and is expected to appear in court soon Ndine guhwa ririkupisa. Uyo anozviti chipothetroublemaker asungwa nenyaya yebullying akakwereta hembe akatadza kudzibhadhara achibva anzi dzosa hako madress acho azvina basa kt wakamboapfeka achibva adzosa then she started bullying muridzi wemadress uya so today azviita ane 3 of her friends kwakurova muskana uya achibva aenda kupolice avingwa nepolice akut ndogona kukumamisa pamberi pepolice yacho fut ndombonz aniko inini so vaenda kuavondale achibva atanga kuonererwa achibva avharirwa iye nemasahwira ake court tomorw 9
Tazvi Mhaka Oramba Kuti Ndiye Baba Vevana Va Sir Wicknell Handina Kumbodanana Na Sonja Chivhayo Tatelicious Anonyepa.
Legend Thomas Mapfumo Hanzi Jah Prayzah Murombo Haanyare Kutora Motor Dzemari yekuba. Chokwadi chinorwadza especially kuma Zimbabweans hamudi chokwadi, rakufarisa zidhara iri nxaaaa ikokushaya sembutu Itai mushe mudhara imi ,musatuke wedzinza rangu nyangwe ndaikufarirai nekuda kwemusic yenyu ,Madi kutaura arikupa vanhu Mari kuti agadzirise nyika kwete kutaura nezve Jah prayze ,wadi iwe wauya kuzogadzirisa nyika yacho handi wakatotizao Zimbabwe yacho tibvirwei kumhepo uko Pafair arikutaura chokwadi munyika yakarongeka munhu anozvishandira ozvitengera yake yaanoda Kwete kupiwa
Mashura Vanhu Vakuda ku Trender Nezvimwe Chisionekwi Swagger Achikweshwa Mukosho Ne Boyfriend Yake Tavhunduka Swagger Ne Boyfriend Yake Vavekuda Kuchata wow Zvinofadza Izvi Congratulations 🎊 👏 💐 Honai Rudoo Rurikupisa🤪🤪🤪🫣😳😳
Nyaya Dzekurovana Nyoro Kiki Abata Mimba Nenyaya Yekuda KuTrender Pa Facebook Makorokoto asi madii matanga maitawo penyu panonzi penyu.Zvivindi zvekumitisana mukaone room ikako munozviwanepi.Iye Kiki dai atoiswa hake Depo akaita zvekutamba achaguma negame park rakabva pano nekwaCheindambuya.Kuda kuzosiira vana nhamo kusara vachiyeva zvimapikicha izvozvi muchizhinya mumashower emaLandlord amusingazive kana kuti akacoster marii.Sorry ka883
Controversial prophet Passion Java and businessman Mike Chimombe have landed in trouble over a violent incident at Rainbow Towers on Wednesday night. Java and Chimombe are accused of hiring goons to attack a local businessman before Chimombe pulled a gun and pointed at his security detail. The goons are said to have bashed the businessman before robing him of US$18 000 and all was captured on the hotel’s CCTV. A police report has since been made against the two at Harare Central Police Station under IR 030777. Reports are that Java is bitter with the businessman for snatching socialite Hillary Makaya from him. Hillary and the businessman have been taking their relationship to social media, Java’s playground and this has not been good news to him. Chim
Prophet Vabatwa Ne Girlfriend Yavo Vachirova Bodyguard Yavo Nyoro Kumanyowa Zvionereyi Mega Mazita Hatitaure. Mashura Iyitika Tuesday Prophet vakavhurirwa door ne girls friend yavo ikavabata varipakati pekurova body guard yavo nyoro. Masiza anokwadzisa asi zvionereyi mega muvideo iri. Prophet Vabatwa Ne Girlfriend Yavo Vachirova Bodyguard Yavo Nyoro Kumanyowa Zvionereyi Mega Mazita Hatitaure. Mashura Iyitika Tuesday Prophet vakavhurirwa door ne girls friend yavo ikavabata varipakati pekurova body guard yavo nyoro. Masiza anokwadzisa asi zvionereyi mega muvideo iri. Prophet Vabatwa Ne Girlfriend Yavo Vachirova Bodyguard Yavo Nyoro Kumanyowa Zvionereyi Mega Mazita Hatitaure. Mashura Iyitika