Legend Thomas Mapfumo Hanzi Jah Prayzah Murombo Haanyare Kutora Motor Dzemari yekuba.
Chokwadi chinorwadza especially kuma Zimbabweans hamudi chokwadi, rakufarisa zidhara iri nxaaaa ikokushaya sembutu
Itai mushe mudhara imi ,musatuke wedzinza rangu nyangwe ndaikufarirai nekuda kwemusic yenyu ,Madi kutaura arikupa vanhu Mari kuti agadzirise nyika kwete kutaura nezve Jah prayze ,wadi iwe wauya kuzogadzirisa nyika yacho handi wakatotizao Zimbabwe yacho tibvirwei kumhepo uko
Pafair arikutaura chokwadi munyika yakarongeka munhu anozvishandira ozvitengera yake yaanoda Kwete kupiwa