Thursday, September 19

Madamboss Husband Mhofela Voseka Chipo Trouble Causer Karma Yazokubata Nhasi Wakanyepera Vanhu Kuti Ndakakubira Page Ndikakurara

Madamboss Husband Mhofela Voseka Chipo Trouble Causer Karma Yazokubata Nhasi Wakanyepera Vanhu Kuti Ndakakubira Page Ndikakurara

You forget, Karma doesn't. When you don't know why you get what you get, think back to when you made other people’s lives difficult. The answer will be there!

Lying Lips….🤐

#usapihwepressure #usafurirwe #letlovelead

 

 

On point. People should know when to stop ✋and remember after FB, there is reality, Mhofu u are still owing me mhinduro yekuti Hodzeko rakabva papi? Karma has big appetite this days move with pure intentions. rega ndimbonwa sip ndozokupindura 🤣🤣🤣 my brother 🤣🤣🤣🤣....Karma mupenyu hake

 

Apa pataurwa pachikuru ndiwo vanhu vanoziwa kusataura mazita. One thing about karma...It knows everyone's address. Hapana kutaurwa mazita wani imi mukuuya nemazita mamawanepi mazita. Karma is a dish served cold, vanenge vatokanganwa kuti vakambonyepa. Sure kana musina kuidya hazvina kunaka munhu kutobuda musodzi achinyepa.


Zvinonaka zvirikwashuga kana zvave kwasalt zvonzi ndowawiwa. Nhai hanzi heeee kusvutugadzike yakakwirira hakuna kuuya vanhu ,nxaaaaa lying lips. Hakuna mumwe mukureva Chipo .enda zvako ku Chikurumbi

  • Share: