Thursday, September 19

As Zimbabweans Munemashoko Api Ekuudza Nhubhu & Bishop Juliet Chiutsi Panyaya Yekusungisa Mama Grey Munhu Arikutambura Nenhamo Nenzara Hake

As Zimbabweans Munemashoko Api Ekuudza Nhubhu & Bishop Juliet Chiutsi Panyaya Yekusungisa Mama Grey Munhu Arikutambura Nenhamo Nenzara Hake

 

 

Hameno vanoda kunzi vane mari yekupa vanhu vepaFB yet vanhu vehukama varikowo kwavo vanotamburakana, nherera neshirikadzi hobho! Dyiwayi mufe...unotoona vamwe kufarira kunzi mbinga dzemastars vachipa.. dyiwayi musacheme cheme tapota, Haa ana Nhubu kuzosungisa mazonyanya veduwe uuuumm munodherera imi vangani vanonywba paFb pano haiwawo. Makamboti futi haana amai mai vake vakaahaika uuuumm

 

 

Mai Bishop Juliet Votukwa Murimbwa Ndivo Vakutobiira Vanhu Vachida Kumuendesera Mama Gray Mari Yechikafu Kujeri Hezvo 😳🤪🤪Ana Maitt Vakaba Mari Dzinemubvuri Makadzifambira Here Musadaro Uyo mwana wesister yangu blood vanoteedzera ini,mu twin wanotaura ndewangu laizah ini ndichichinzi Elizabeth mai vake havana mu twin mwana anonzi chipo vale ndovimba akasungwa dzoshanda akakutuka mwana uyo handidi kana nekumuona zvangu mwana uyo ndatenda zvangu

 

 

Iye bishop Ava magistrate hr kmhanya ktaura kti akaita fraud mdzidze kusapa vanhu mari pafb kwenyu kuiwana hr mari hamna hama hr Imbavha vese mai ava vari kti ane 9yrs vasina kumuona bt zvakambonzi 15yrs asina kuenda kumusha uyu munhu imbavha

  • Share: