Baba Charamba Vorova Zuva Habane Ne Copyright Ku Youtube Nekuti Akavaitira Live Nenyaya Ya Jah Signal.
Wasu Aita Live Akabatika Nephone YavMai Maketeni Zvirikunzi Akatorerwa Facebook ne Phone Na Mai TT Mutare batai munhu nhasi ari maMutare asi musarove zvenyu.Akanyadzisa nekusvora Wasu zvakarwadza. Wasu dai watobuda mumba mamai Tt nhasi chaiye the woman ari dangerous. Wakamuchengetera page nevana ari mujeri, zvekuti vabereki vake ndovaichengeta vana ratove drama Akachengeta Wasu iwe mwana wehuuuure iwe.Iwe waivepi for 8 years Wasu achichengetwa naMai Titi.Duzviiii remunhu.That blanket was of ROMBE Obina and not Mai Titi.Iwe Tiraridze your own life achievements.Imbwaaa yemunhu tsek.Duzviii Mutare batai munhu nhasi ari maMutare asi musarove zvenyu.Akanyadzisa nekusvora Wasu zvakarwadza. Wasu dai watobuda mumba mamai Tt nhasi chaiye
Hama dzangu ndauya pano kuti ndizotenda, but I don’t know how to thank u my sister Olinda Chapel-Nkomo ndanzwa mhere mhere while i was offline ndisitorina data hangu vanhu vachifona kuti hanzi enda unoona victor kkkk,i cant wait to see my new ride. Let me be grateful to day thank u so much my sister may God our father bless u abundantly. So far ndanga nda collecter 468usd for the wheelchair guys ndoita sei nayo? Ini ndanga ndafunga kungoti tirambe tichidaro tingotsvaga kari ka vitz or ka aqaa nekuti public transport ndiyo imwe irikuuraya chair dzangu. Once again thank u Zimbabwe nakumira neni munguva dzekuomerwa komborerwai hama dzangu nhasi hope dzinorarika mufunge
Ketina Ofumura Kuti TT WaMai TT Arikudanana NeMwana WaGilbert Chikomba Cha Mai TT . Nyika yese yavhunduka . Napikicha e girl friend yacho akandwa kumafira kureva. Mai vemwana uyu ngavatore mwana wavo kurega mwana achipinda mu hell masikati machena Mmmmm maAudios weduwe arikwaNhubu surrender. Gilbert manyadzo weduwe hada now wakufumurwa nehama dzemwana hadaa zvakaoma weduwe iam done with this fb Zvine basa reyiko ah munhu anodanana nemunhu waanoda chero akaita ngochani anotonga ndiMwari zvineyi nesu izvozvo
Tinashe Maphosa Owudza Mai TT Kuti Wasu Ndirikumuunza Ku America Wakamutambudza 8 Year Gara Pasi Hauna Mari. Tinashe posted a video on his facebook with Wasu Vachitaura zvekumuunza KuAmerica mushure mekunge adzingwa pamba pa Mai TT Bt it was not necessary kutaura hee ndakamupa mota ,hee passport ,hee licence hee chikafu ,haanakuchengeta vanhu ndr kujail etc adii kungotenda zvakanaka zvaakaitirwa voparadzana mune zvakanaka . Wasu ange akuchema live ndobva yakatwa.Kkkkk achenamirwa zvandipisa tsitsi wasu. Asi pafeya hapo zvekut mai tt vakati wasu chienda zvakataurika vari 2 nawasu she confirmed kut ndakat chienda. Wasu anewakaudza zvikasvika kuna midhu naUmaga. Ane error sissboy ndosaka kamchachilo adic
ah Signal's best song 'Sweetie', which had 6 million views was removed from youtube due to a copyright claim by Charambas and Fshers of men. Vakuda kuti ayimbe chii manj ivo vakapedza bhaibheri reseNEWS>>>>Jah Signal's best song 'Sweetie', which had 6 million views was removed from youtube due to a copyright claim by Charambas and Fshers of men.
Baby on board 💃💃💃 Mother of 2 @17 Mwana chipo chinobva kudenga.Bt Tytie akagona kubvisa mari yeroora nhumbu isati yakuonekwa otherwise damage aitemwa kunyagwe akadamejwa . Congrats mainini
The Zimbabwe Republic Police (ZRP) has confirmed the arrest of an 18-year-old woman Mitchel Kariwo (18) who was among five women who allegedly assaulted another woman in Hatcliffe Extension, accusing her of dating a married man. In a video clip circulating on social media platforms, the women are seen savagely assaulting the victim as she rolls on the ground.The assailants also stripped their victim naked as they attacked her with open fists.In a statement posted on their official X page, the police said the victim sustained some injuries as a result of the assault and was referred to Parirenyatwa Group of Hospitals where she is receiving treatment. Police have appealed for information that may lead to the arrest of the
Mukadzi weku hatcliff wekurohwa achitsanangura nyaya yake haana kufa mupenyu. Ama 2K dzungu ramofurirana kuma location uko mucharirega henyu hoyoo vamwe vakutsanira gerofurendi yemurume kusvika yafa wakuti kutongwa ne Murder, wawinza ngozi mumusha , wawanga uchirwira haachade kukuona ,Vana vakutoita nherera uripo ana ma Rubheni pauchabvunzwa nemurume kuti wa mike Tyson anorwira nyaya dzemuraini imboendai ku Chikurubhi toonana ku behind bars dzungu 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️Tukadzi tusingagoni kuzvishandira tunomirira Mari yedomasi kubva kuña baba fokofo endai munopika vamwe vari biz kukwira nekudzika wachitsvaka Mari imi biz kutsvaka mahure evaru
congratulations to you SEH CALAZ (MR TAWANDA MUMANYI)...Your explanation was well received and your apology has been accepted. Go to EXQUISITE DEALERSHIP and see VICTOR , your GLE350d 4matic is waiting for you. After careful consideration , as an aspiring and future BILLIONAIRE i can't stoop so low and publicly embarrass a young , hard working and talented musician like you. My point was just USANYARE NE ZVAURI , be consistent and don't flip-flop ZANU PF IS THE FUTURE...✊️ Suffice it to say your endless support and entertainment at our rallies last year can not just be ignored. It was so touching when i read your post from 2020 where you said this is my dream car