Thursday, September 19

Greatman Tenda Wagara Mu Wheelchair Ask Shema Patone Gore Mari Yemotor Yarova Apa Zimbabwe Yakamirira Ma Ambulance

Hama dzangu ndauya pano kuti ndizotenda, but I don’t know how to thank u my sister Olinda Chapel-Nkomo ndanzwa mhere mhere while i was offline ndisitorina data hangu vanhu

 

 

vachifona kuti hanzi enda unoona victor kkkk,i cant wait to see my new ride. Let me be grateful to day thank u so much my sister may God our father bless u abundantly. So far ndanga nda collecter 468usd for the wheelchair guys ndoita sei nayo? Ini ndanga ndafunga kungoti tirambe tichidaro tingotsvaga kari ka vitz or ka aqaa nekuti public transport ndiyo imwe irikuuraya chair dzangu.

 

 


Once again thank u Zimbabwe nakumira neni munguva dzekuomerwa komborerwai hama dzangu nhasi hope dzinorarika mufunge
 

 

 

 

  • Share: