Thursday, September 19

Video raTinashe Maphosa Achituka Mai TT Kuti Wasu Ndirikumuunza Ku America Wakamutambudza 8 Year Gara Pasi Hauna Mari

Tinashe Maphosa Owudza Mai TT Kuti Wasu Ndirikumuunza Ku America Wakamutambudza 8 Year Gara Pasi Hauna Mari. Tinashe posted a video on his facebook with Wasu Vachitaura zvekumuunza KuAmerica mushure mekunge adzingwa pamba pa Mai TT

 

 

 

 

 

Bt it was not necessary kutaura hee ndakamupa mota ,hee passport ,hee licence hee chikafu ,haanakuchengeta vanhu ndr kujail etc adii kungotenda zvakanaka zvaakaitirwa voparadzana mune zvakanaka .

 

 

 

Wasu ange akuchema live ndobva yakatwa.Kkkkk achenamirwa zvandipisa tsitsi wasu. Asi pafeya hapo zvekut mai tt vakati wasu chienda zvakataurika vari 2 nawasu she confirmed kut ndakat chienda. Wasu anewakaudza zvikasvika kuna midhu naUmaga. Ane error sissboy ndosaka kamchachilo adichirwa atofemedza guhwa

 

 

Eeeeeeee saka ndongoti hu PA hwaive hwe food for work muchapfidza kunyengerera vanhu for the past 8 years no thank you yekuparadzana mune zvakanaka ka property second hand kekurasirirwa nhasi wonzi ndaikuchengeta itai mega 🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️

  • Share: