Friday, September 20

Ketina Ofumura Kuti TT WaMai TT Arikudanana NeMwana WaGilbert Chikomba Cha Mai TT

Ketina Ofumura Kuti TT WaMai TT Arikudanana NeMwana WaGilbert Chikomba Cha Mai TT . Nyika yese yavhunduka . Napikicha e girl friend yacho akandwa kumafira kureva. 
 



 

 

 

 

 

 

 

 

Mai vemwana uyu ngavatore mwana wavo kurega mwana achipinda mu hell masikati machena  Mmmmm maAudios  weduwe  arikwaNhubu surrender. Gilbert  manyadzo weduwe  hada now wakufumurwa nehama dzemwana hadaa zvakaoma weduwe  iam done with this fb

 

 

 

Zvine basa reyiko ah munhu anodanana nemunhu waanoda chero akaita ngochani anotonga ndiMwari zvineyi nesu izvozvo

  • Share: