Sunday, September 08

Breaking News Hama Dza Gerry Dzotaura Maurairwe Akaitwa Mwana Wavo Namaitt Tibatsireiwo Kuvhura Docket

Mai Vicky Christa Audrey ayinzi akaisirwa nduru Ye garwe namai tt but akangotsakatika zvisinganzwisisike kusvika nanhsi hana kuzowanikwa ayiwe boyfrn yawoBut bitterness zva Gery handina kukudzai ndichiti hama dzake dzandibata dzikati kubva zvauya

 

 

 

 

 

mwana wedu pasocial media achitaura kuti kamuchacha Aida kurarwa ari Kuma periods akamupa chirwere from there mwana wacho akabva ashaikwa zvamuchose chose up to now

 

 

 

 

 

So Justice for Gery were is he ????????????Ngazvitaurwe ngavhurise ka docket nyaya dzinyatdo fambirwa ini ndakamirira atondovhurisira docket renyaya yagogo shero neiyiMunhu wese ari kuti sirayi police I'm blocking police inotangira pasocial media muri kurasika papi

  • Share: