Friday, September 20

News News

July 14, 2024

Mai Maketeni Voisa Maitt Pakanaka Usandipushe Siyana Neni Votaura Zvinoshamisa Zvinotyisa Zva Cat Mom

Please leave me out of your nonsense,people don’t work on assumptions.I don’t even know anything about Wasu’s salon issues let alone the lady in question.Wasu’s visa to Cyprus           was applied by the bride&groom.Don’t push me.Pushikani nemiwo maitwa seiko. Join the team mubudise zvinhuZvagara waunobatsira ndiye anotaura zvakaoma

July 14, 2024

Pashata Ko Tytie Ingito Bobuda Video Achikwirwa Neumwe Murume Toona Chisionekwi Yaaa

But Sisi vake vakambozvitaura zvavo but handizive hangu nyaya ya tsanokadziTsanokadzi ndomufarira manje 🤣🤣🤣🤣. Tytie hameno ikoko ndikataura zviri pamoyo panga mozoti           hee mwana kudii iye mwana akuziva kurova kunzungu neku nyimo.Tytie ngayite live achiratidza kuti jende arina birthmark tobva taziwa kuti arikunyeperwa

July 14, 2024

Sister Ya Tytie Yoti Ndakambokuudzai Ma Zimbabweans Mukomana Ingito Taona Video Remasvada Rine Birth Mark Haya Mazvionasei Chakafutiriraa

  Tytie ngayite live achiratidza kuti jende arina birthmark tobva taziwa kuti arikunyeperwa        

July 13, 2024

Moreboys Munetsi Greathope Otaurawo Panhau Iyi Inorwadza Yaitika Ku Nyathi Family

Vaifanirwa kugara pasi then vopanana chance kuty who post what ....coz vaiita kunge vari pamakwikwi.....it was wise to look into it deeper first and agree....handiite hangu zvemateam or families😇😇We Love both of them💖.           Tytie should also do something to reclaiming maCopyrights kuma Settings kwake because we're just a family. We all want a better Living.. Nyathi Family is so heartbroken💔. Sad😥

July 13, 2024

Zvakaoma Mwana 3 Months Old Obiwa Zvese Nemota Yevabereki Ku Capetown SouthAfrica

Please Share🙏 | Pane family yabirwa mota kuKhayelitsha, Cape Town. Mota yakabiwa zvese nemwana anga arimo.           Maparents ake anga aenda kunoDeliver huku, vachisvika vachiti vaburutse huku muboot vakomana vabva vasimudza mota kwakutoenda muine mwana imomo kane 3 months.

July 13, 2024

Haya Nyathi Family Vopomera Tytie Kiti Ndiye Areporter Monetization Yavo Avauraisa

Nyathi opomera Tytie mhosva yeku reporter ma videos avakatorwa vari vese izvo zvaita kuti monitization ye Facebook ya Nyathi ivhariswe vaenzi vasumudza mhepo Source:       

July 13, 2024

Maitt Voudza Nyathi Family Musangopemha Shandai Ir Huyai Ku Zimbabwe 🇿🇼 Ndimubatsirei Facebook Haitembeki

The last time I checked the Nyathi’s someone was saying they will build him A house back home ? Did they ? If they did why can’t they return home otsvaga hake basa kana pane imba yemahara?  I always say do not depend too much on social media money have a side hustle that s why you see people end up creating fake stories all because they need money and stars .            Do not be heartbroken I believe there s something else you can do than depend on begging 🥺.  If you are to return home that’s if your promised house is there . I will talk to a certain company I know that can employ you and you can go to work. .            You mentioned SA don’t have job

July 13, 2024

Jean Gasho Nemurume Wake Kuzvara Mwana Ndokumukanda Murwizi Saka Vasungwa Ne UK 🇬🇧 Police

Good morning. Saka mukufamba uku zviri kunzi Mai kubala aka jean she gave birth last week kumba. So I think u saw a video 2 days ago atorwa ne ambulance kuenda hospital because the midwife and the police were worried she was overdue. So paakaenda Kuchipatara vakaita scan vakaona kuti mudumbu             hamuna mwana. So police now are doing investigations kuziva kuti chii chakaitika Ku mwana. But zviri kunzi jean Ari kuti mwana Ari river. Ndofunga ndosaka anga asingade kuti vanhu vabata dumbu rake. So both are arrested now. Izvi ndazviwana mukufamba zvangu

July 12, 2024

Linda Nyadzawo Step Mother Kurova Mwana 3 Year Old Kumutyora Makumbo Ese Ne Spinal Code Video Racho Ma1

PLEASE SHARE 🙏 | Hie,could you please help us find Linda Nyadzayo.She is or was a fiancé to our brother.Akarova our niece mwana we hanzvadzi yedu who is 3years old and broke both her legs and damaged spinal cord yemwana.Amai vemwana uyu never stayed with our brother but they had an             affair vakazouya kuzosiya mwana muridzi akabvuma mhosva ndokugamuchira mwana wake.Apparently the stepmother has been ab..using mwana uyu constantly and we didn’t know about it.Nyaya             irikumapurisa emu chegutu but the search has gone beyond chegutu since she is on the run.The husband who is our brother is in police custody for negligence.Your help will be greatly appreciated

July 12, 2024

Pa Boarder Zim Side Ma Zimra Officer Anyadzisa Video Vachibhaudhana Kana Unemukadzi Weku Zimra Uchiti Arikubasa Haa Pakaipa

Pa boarder Zim side tinyareivoPa boarder Zim side tinyareivo      

28 29 30 31 32