Once upon a time, there was Mike Chimombe. Where is he now? ππFace iyo yakafitwa nekutambura I am challenging all Zimbabweans to show me a single picture of Strive Masiyiwa akaunganidza mari achi displayer sezvizvi
Sorry πππ it's normal inyaya yekuti ukuvafunga ,, zvinorwadza kufirwa nemubereki and zvonetsa kugamuchiraMeaning her father injuzu honhoWe grieve in so many ways ukanyatsofirwa nemunhu wepedyo unoomuona pese pese ..l understand her hangu
For the past 3days dzipi Tallyn iiii usadaro πππ€£π€£π€£ kubva paakaendwa naye kuzaka na nox anenge akanokorwa pfungwaWaiona rima repi paguhwa rekunyeba iwe Tallyn..Wakutozviita kaMadzimai pakrawa..Musi uno wakatizve Skomota afa..Mudiro wako wembiri ah yaasπ€£π€£Ndosaka uchiita kunge kachidhori kepaslug kechikadzi.
The operation yeku Turkey yasisi mama tea hobvu was not successful yakakanganisa brain vakutopenga zvekubvisa hembe chaiko,then apa anga aramba Ben ten sleeping on the bridge,aenda Kuna bhudzi dezi 40year old teenager.. 40year old teenager our bundle of joy vaona kuti munhu orwara njere kwakumuramba!!!Saka mbuya vezim vakatokwidziwa ndege kuzopepa murwerere..Get well soon sis tea hobvu .ini ndaitoda kunochekwa mazamu angu manje evoo kana zvichizopengesa brain ini dzangu dzakatoshota hazvibude!!!π’ π’ π π’ π
Team reku turkey πΉπ· hanzi umwe wenyu akumhanya bani how far ?Kkkk may who be dat Whatta be dis business Don du datUpi futy nhy .....tatomhanya ndichity kwataurwa gogo π€£π€£π€£π€£π€£lilian
KUDYISA MURUME KUSVIKA AVENGA VANA VAKE from whatsapp group Mukadzi wamunoti Daisy Daisy uyo tinomuziva paKwekwe apo. Aisabva mun'anga mukadzi iyeyu. Raiva hure raihurira panonzi paArimanyongo. Ndipoo paakasangana naTuku ipapo. Tuku aiti akaridza obva anokecha hure irori. N'anga dzake dzeku Malawi dzaigara kuma W ndidzo dzakazomugadzirira mupfuhwira last number. Tuku akabva adyiswa akapinzwa muglazi. Kudyisa murume kusvika pakuvenga vana vake. Ndezvenhema zvekunzi Melody mukadzi wekutanga akaramba barika. Mukadzi wake akarambwa sembwa vakadzingwa pavaigara ndobva Daisy akawunzwa pamba ipapo. Melody akangonzi pakuuya mukadzi mutsva. Daisy akabheja kuti vana Selmor na Sandra havafi vakapatsika pamba ipapo.
Kuma star party βοΈ ko makurombesana futiπ€£π€£πππ
Is Nyathi Family copying Tytie & Kikie? Zimbos are having Mixed FeelingsVana Kiki vakuziva zvavari kuita since there were both in other relationships n Nyathi family they are first time lovers imi .......vachasvikawo paHigh level soon n l love them for who they areNyati she is a good well mannered wife not joki iro Madhya zvekufananidza nazvo hereI like nyath family because they a accepting what they have
Zim Socialite Posted her Maid Working at 11pm Zimbos are not impressed.Tariro pakuzopfekedza auntie uniform apo ndichirungu chacho hereIni kana Ndiri housegero wako ukandiposta nhai oOoOO unondionaUchaurayisa munhu nemagetsi iplug rudzii yakadaro hezvoo And the way l love aunty wasu sooo ka β€οΈβ€οΈβ€οΈπ«π«π« pressure 0 and vanoita zvavanoda pamba paTariro. Avatoide ironing board at all. Aunty she’s very fine vatori pamba pavo