Sunday, February 09

Search result for ""

September 11, 2024

Zvakaoma Truck Driver Opondwa NevNhu Vasnga Akwidza Kurohwa Ngunzu

Notice please musatakura vanhu husiku uyu ndi truck driver arohwa nema armed robbers before rusape river 30min ago tazomununura mbavha idzi dzikatiza         now ariparusape hospital kutaura kudai, atobva nevanhu ava kuHarare ange atakura 2 vamwe 4 or 5 Vange vakamirira muroad after panira VID paya apo ndopaaponderwa ipapo      

September 11, 2024

Mukuru Afa Zvarwadza Izvii

The late liberation war heroine Cde Cecilia Chabaya who died on Tuesday last week in Harare was buried at her rural home in Bikita.        Hundreds of people including government officials, family, friends and relatives gathered at Chabaya homestead for her         this a new trend yekugarisa vana pabokisi . Haaa nyika irikumanya nespeed yembwa nhatu

September 11, 2024

Fambai Zvakanaka Zvarwadza Izviii

ma achievements nemawandiro evaroyi haa siyai henyuUmmm munhu aitotamba apo vanhu vanoroya veduwe.Wotodemba kuti dai vasina kumbotenga or dai vakatenga mbijana mbijana         #fambazvakanakaVagwadziwa varoyi vkaty ungatengerwa sofa nekubhedha toda kuona ukazvigara😭😭😭😭😭😭agwadziwa varoyi vkaty ungatengerwa sofa nekubhedha toda kuona ukazvigara😭😭😭😭😭😭Ane zvivindi mukadzi uyu,kana Zimbabwe anogona kuisunungura ari oneI think social media siirayi majokes necomedy zvekunanika Varoyi Variko Chokwadi

September 11, 2024

Daisy Mtukudzi Usatibhowera Selmor Mtukudzi Wedu

SELMOR Mtukudzi says she has been humbled by the outpouring of support from the public in the wake of the controversy triggered by her initial snub from the list of performers at the Oliver Mtukudzi International Festival of the Arts. The festival is set for September 21-22 at Pakare Paye Arts Centre. Selmor told H-Metro yesterday that the whole ordeal has overwhelmed her to such an extent that she feels she deserves some privacy at this time.           “I feel disappointed and heartbroken. I can’t say much,” she told H-Metro. “I feel l would appreciate some privacy at the moment but, above all, l want to thank you all for the support, l appreciate it. “That’s all l can say for now.” There h

September 11, 2024

In Mutare Kouraiwa Vanhu Vokandwa Munjanji Railway

Panjanji parikunzi pane munhu akauraiwa pakanangana ne sakubva OTS wanhu wakatoungana soSad news indeed murume hre kana kt mkadzi

September 09, 2024

Mary Chiwenga Finally Speaks Ndokumbirawo Kuona Vana Vangu Zve 2 Minutes Mweya Wangu Uzorore

Tese toziva Mary akamboshamisira achinokumba ma prazi evanhu zvisiri pamutemo🙏😭 Kune vaye vanomirira kodzero dzemadzimai... Amai Chiwenga Minnie ... Mary arwadziwa zvakwana ndine chikumbiro chekuti muchingomupawo mukana wekuona vana vake.. Pamwe mukamuratidza         vana vake zve1 hour mweya wake unobva wazorora ...pamwe chirikutomisa Mary kuti azorore inyaya yekusaona vana vake . vake chero dzikaita 2 mins hadzo😭😭 bhitaness family yanguva yekuti muite noise Mary awane justice kuvana vake 🙏🙏

September 09, 2024

Mbavha Iyi Yafa Nekurohwa In Mutare

Beware!!!! Mbavha iyi yabatwa ichiba maWheel cover emotokari near Mutare Poly...mukuendeswa kumapurisa ndokubva atiza around Nyaradzo area

September 09, 2024

St David's Girls High Bonda Boarding School Hazvina kumira Mushe

St David's Girls High Bonda stranded over dodgy donation demand. ✨️vana vatakurwa nemabus from different towns they're stranded pagate hanzi haupindi usina that $30 donation. (ZimEye Spot) I'm a parent with a child at St David's Girls High Bonda in Mutasa         District. On closing they were given donation forms e$30 hanzi endai muno pemha Mari yematiles. As you know a donation is not forced. Most children, havana kuwana Mari iyoyo. Now vana vatakurwa nemabus from different towns they're stranded pagate hanzi haupindi usina that $30 donation. This money is not on invoice. Sdc iri kutorera vana their pocket money in the name of donation. Abuse yacho yanyanya- ZimEye

September 09, 2024

3 Women Woponda Mumwe pachibhorani Nekuda Kwe Murume Video MA1

Sad: Three women vavachirova umwe pachibhorani nenyaya yemurume. It is important to note that violence is not the best way to resolve things. Kana maita hasha imboitai kuti dziserere mozotaurirana maa sober            Check video Rovai mkadzi wangu munoswera maverengwa mu newspaper. Ndakuratidzai inonzi real violence kekutanga nekekupedzisira muhupenyu hwenyu coz ndosiya mafa!Uone karume kacho kanenge kachirwirwa vakadziwo futi haya

September 09, 2024

Mhuri Yese Iti Yofira Mu Road Accident Maroad Edu Apedza Vanhu

IN a heart-breaking scene at Umvutsha Cemetery in Bulawayo yesterday, a family of three — Lorenzo Palu (36), his wife Forgive (31), and their three-year-old son Lwandile – were laid to rest together, side- by-side.         The family was among 10 passengers who died when a Mzansi Express bus, travelling from Bulawayo to Johannesburg, South Africa, crashed last month at the Three Mile Circle in Makhado, South Africa.         The scene was emotional as little Lwandile was buried in a small coffin between his mother and father. Friends and family gathered to say goodbye to the trio, who were on their way back to South Africa after celebrating their fifth wedding anniversary in Bulawayo. #GetThePicture #ZTN

70 71 72 73 74