Tuesday, September 17

Mary Chiwenga Finally Speaks Ndokumbirawo Kuona Vana Vangu Zve 2 Minutes Mweya Wangu Uzorore

Tese toziva Mary akamboshamisira achinokumba ma prazi evanhu zvisiri pamutemo🙏😭 Kune vaye vanomirira kodzero dzemadzimai... Amai Chiwenga Minnie ... Mary arwadziwa zvakwana ndine chikumbiro chekuti muchingomupawo mukana wekuona vana vake.. Pamwe mukamuratidza

 

 

 

 

vana vake zve1 hour mweya wake unobva wazorora ...pamwe chirikutomisa Mary kuti azorore inyaya yekusaona vana vake . vake chero dzikaita 2 mins hadzo😭😭 bhitaness family yanguva yekuti muite noise Mary awane justice kuvana vake 🙏🙏

  • Share: