Friday, February 14

Search result for ""

February 11, 2025

Masoja Nemapurisa ZRP Hazvina Kumira Mushe

Geza Haasikutomboda Iti Masoja Nemapurisa Vanhu Tikaita Demonstration Mukapfuura Or Kurova Vanhu Tinovaendera Kudzimba Dzavo Kuma Location Totanga Hondo Siyai Vanhu Va Demonstrate Mnangagwa Aende ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿคช           Geza Opopota Mnangagwa Ukutora Tax Money Kupa Auxilia Mnangagwa Mukadzi Wako Kuti Afambe Achitamba Pada Nekudzidzisa Vanhu Kubika Nyimo Nemadora Usadaro Iwewe 60 million kuenda Naizvozvo Hatichada๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณGeza arikuGeza nyika hwuZANU here kana kuti iye haana kana kuGeza?๐Ÿ‘‡      

February 11, 2025

Mnangagwa Asheedza Munhu Wese Ku State House Mugadzirisa Nyika

Vice Presidents, Dr Constantino Chiwenga and Cde Kembo Mohadi and Cabinet Ministers arrive for the first Cabinet Meeting of 2025, at the State House in Harare. ๐Ÿ“ธ:       President Mnangagwa this morning officially opened the first meeting of the 2025 Cabinet year at State House.         In his remarks, the President said the Second Republic will continue delivering for the general citizenry this year.The mandate before us is clear: we must deliver quality services to our citizens, ensuring that their needs are met and lives improved.         “Hence every ministry must prioritise outcomes that positively affect the lives of our people,” he said.

February 11, 2025

Uyu Anonzi Talent Nyawasha Arasa Mwana Arikutsvagwa Ne Police

Uyo anonzi Talent Nyawasha anozviti Queen Alisha, ari kutsvakwa nemeso matsuku nehama ne shamwari nemapurisa mushure mekunge ano dumper mwana wake waaimuwanzo chengetesa muchirungu (baby sitting) zvino since last year akazongono         chengetesa mwana ndiye zii haana kuzodzokera kunomutora, vanenge vamuwanawo please report to the nearest police station anotora mwana wake nda vakamuchengeta havachazivi vodii gorerese zvaratopera vaine mwana wake๐Ÿ˜ข๐Ÿ˜ข

February 10, 2025

Vakuru Ve Zanupf Voyambira Povo Muchaitiswa Na Geza

As an opposition youth leader, I have made it clear that Blessed Geza is no saint, and I believe it’s time for us to critically assess his true political motives. His actions have raised questions, and I am not alone in thinking that he might be playing a political game for personal gain, rather than working for the collective good of the people.political figures from the past, figures like Matemadanda and Mahiya, who once         sought to be the voice of the people but later exposed their personal motivations. I believe that Geza is just another version of these individuals, using the opposition to gain support and sympathy. However, we, the people, cannot afford to be gullible. We must see through this manipulation and recognize it for what it

February 10, 2025

Muimbi Mukuru Mu Zimbabwe Onwa Mushonga Wemakonzo Nekuda Kwe Mukadzi

Saka Bagga akanwira ex ya Voltz mushonga wamakonzo Zimbabwe ndaitadzaChinoitika ndechekuti munhu wese anoda babe Ra Voltz coz JT ane         choice vamwe havanaAkamwira beb rakezvekuti ex vanhingi hwatowa hubenzi hwako uhwoNdosaka team iri richiuraiwa nemunhu 1 riri 10 vanochinjana mahure

February 10, 2025

Kumasoja Kwadirwa Sugar

Zimbabwe National Army Calls for Officer Cadet Applications The Zimbabwe National Army (ZNA) has announced a recruitment drive for regular officer cadets. The army is inviting young, qualified individuals to join its ranks and undergo training to become officers. Requirements and       QualificationsThe ZNA has set specific criteria for those interested in applying.           “Candidates should have a minimum of six points at ‘A’ level and five ‘O’ level passes with a grade ‘C’ or better, including English and Mathematics,” reads the recruitment notice. “Higher qualifications such as diplomas and degrees will be an added advantage.” Age limits vary

February 09, 2025

South Africa Chabvondoka

President Trump chaisa maSanctions against South Africa and he has granted Refugee status to all Afrikaners in South Africa.MaZimbabweans imbwa dzevanhu kuseka nyika yamuri kuraramira hudofo zvahunoita so,you         deserve everything that is happening to Zimbabwe politicallyWell SA deserves this for the BRICS nonsense you can’t be living off USAID and then trying to undermine the USDs and the US agenda at every stage

February 09, 2025

Founding President Vashaya Sad

Namibia’s founding President Sam Nujoma has died.         He was 95.I am deeply saddened to learn of the passing of Namibia’s founding President, Dr. Sam Nujoma. A towering figure of liberation and a champion of African independence, his legacy will continue to inspire generations.           On behalf of the people of Zimbabwe, I extend heartfelt condolences to the Nujoma family, the Government, and the people of Namibia. May his soul rest in eternal peace.   #SamNujoma #Namibia

February 09, 2025

Bus From Hwedza To Mbare Murume Ozvikanda Nepawindow Bus Richifamba Achibva Afiraa Ipapo

Muchiitiko chichangobva mukuitika paMurape secondary school, pane munhurume azvikanda mubhazi rekwa JO HAY ranga richibva Hwedza richienda Mbare akafirapo.Haaa veduwee I personally think varume           vanofanira kuwana kwekunotaura nhamo dzavo vopihwa counseling for free kuoma kwakaita nyika munhurume akanyatsoomerwa anoona seakoniwa life ...may his soul rest in peace

February 09, 2025

Julius Malema Oti Zimbabwe Youth Murikuitwa Varanda Muno Mu South Africa Muine Kumba Kwenyu

Julius Malema Oti Zimbabwe Youth Murikuitwa Varanda Muno Mu South Africa Muine Kumba Kwenyu๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ Makapusa Itai Noise Mubise Tyrant           SADC Yese We Failed Zimbabwe Mnangagwa Haana Chaano Offer 2030 Chiwenga Is Weakened๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ

1 2 3 4 5