Wednesday, February 12

Masoja Nemapurisa ZRP Hazvina Kumira Mushe

Geza Haasikutomboda Iti Masoja Nemapurisa Vanhu Tikaita Demonstration Mukapfuura Or Kurova Vanhu Tinovaendera Kudzimba Dzavo Kuma Location Totanga Hondo Siyai Vanhu Va Demonstrate Mnangagwa Aende πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ€ͺ

 

 

 

 

 

Geza Opopota Mnangagwa Ukutora Tax Money Kupa Auxilia Mnangagwa Mukadzi Wako Kuti Afambe Achitamba Pada Nekudzidzisa Vanhu Kubika Nyimo Nemadora Usadaro Iwewe 60 million kuenda Naizvozvo HatichadaπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³Geza arikuGeza nyika hwuZANU here kana kuti iye haana kana kuGeza?πŸ‘‡

 

 

 

  • Share: