Wednesday, February 19

Harare South,Dema,Chitungwiza,Zimrepark Nekumwe Minister Voti Tirikuuya Konopunza Dzimba Dzisiri Pamutemo

Ku Dema Konzi Tichapunza Dzimba Idzodzo Ma Sabhuku Deal Gore Rino President Mnangagwa Vakati Sungai Pazai Punzai Dzimba Idzodzo Hokoyooo Makatemgeserwa Zvisiri pamutemo Harare South ,Dema ,Pabhora Tirikuuya😳😳😳😳😳😳😳🇿🇼

 

 

 

 

Thats why Geza is sayying this government is bullshit. How can an old man like that want to destroy someone's house.Instead of the government building houses for people they sit down and plan the few houses peopl built for themself. There is no dictatorship worse than that. Geza is goodDambudziko renyu nderekuti munotora vamwe vanhu sevasina ropa,vasinga rwadziwe,dzimba dzamunopunza muchiti dzakavakwa pasinga tenderwe ,tinozoona ana Phillip Chiyangwa vakutengesazve ma stands

 

 

 

 

 

mamwe chete vakuti Land ndeyavo.Come with plan inoita kuti vanhu vawane nzvimbo dzekuvakira nemutengo iripasi. Nyika yazara vanhu iyi, kana makatora nyika ine vanhu 7 million iyezvino yapa 16 Million saka munoti varikugara pai vanhu vese ava. Hakunawo kana chirikuita ne government kubatsira those

 

 

 

 

unemployed neve ma low income saka vanhu togara pai, totiza munyika nekushaya pekugara moti zve varikutiza munyika mavo toyendepi dzimba muchiputsaMuchimbosiirei zvichiitika kana zvanga zvisiri pamutemo??.

  • Share: