Friday, February 14

Search result for ""

May 20, 2024

Satan Aripabasa Arsenal Fan Ozvisungirira Kuzviuraya Nezuro Mapictures Acho Haasikuita

  SAD | Arsenal fan akazvisungirira nezuro because team yake haina kuhwina league.Ummm the language yanga ichibuda ipapo yaita kunge yachimwene, and ndasvotwa zvekuti kutambisa mweya wekufema whilst others are busy fighting for their               livesKana Arsenal ichida Mukombe ngaiuye kuZimbabwe itore Mukudzei😎Kkkk hapana anoziva mafiro aachaita.Mhepo dzouya nenzira dzakasiyana dzopfeka mitumbi ikurarama,dzinongonyangira wena      

May 20, 2024

Hazvina Kumira Mushe Cat Family Vanhu Varikuda Mari Dzavo 10 Summons Served Kuna Felistas Nyaya Yekusabhadhara Mari DzeMaround

Ma samanisi 10 asevhwa nhasi kuna mbavhagirl pay back or you are going back inside chidhumokadzo!!                 Cousin yangu aiva pamaround ema300 akapihwa mari yake last month vasati vapihwa vanopihwa havo hapana panozovapedza vese Paya patinenge tichifamba tichitaura tega mumigwagwa umu tisakanganwe kutarisa mota please πŸ₯ΊπŸ₯² Ndokumbirawo following yenyu ndikuda kuzovhura huru pamberi apooooooo Chawakatadzirwa namai Tt chihombo sure hazvvite kuti rivire or kuswera usina kutaura zita rake wakutobhowa tsvagawo zvimwe aaaaa Mbavha Pasi nayo demet ,akundifinha akarwadzisa vanhu kamuchacha Pamakabvira kuwawata zvemari idzi vanhu vacho havagone kuuya vega here maivemo here muround macho.      

May 19, 2024

Mwana Wa Grace Mugabe And Robert Mugabe Osungwa ZRP Haisikutamba Chii Chirikuitika Wa Mutsvangwa Arimo Mukati

Grace Mugabe's Son, Russel Goreraza, Defaults On Child MaintenanceRussel Goreraza (40), the son of Zimbabwe’s former first lady Grace Mugabe and stepson of the former president of Zimbabwe, Robert Mugabe, was arraigned before the Concession Magistrates’ Court facing charges of contravening Section 23 of the Maintenance Act Chapter 05:09 “failing to comply with maintenance order”.         According to the National Prosecuting Authority (NPA), on 04 January 2024, Goreraza appeared before the Concession Magistrates Court and was ordered to pay US$2500 or ZWL equivalent at the prevailing inter-bank rate per month as maintenance for his child. He allegedly defaulted payment from January to March 2024. He owed US$7,500 as of 31 Ma

May 18, 2024

Senior Zanu PF Official Dies Zvavapera Kufa

Senior Zanu PF Official DiesEunice Sandi Moyo, former Senator and Bulawayo Provincial Affairs Minister, has passed away at the age of 77 after battling hypertension.She died at Mater Dei Hospital in Bulawayo. Her daughter, Phoebe, expressed the family’s devastation but highlighted Moyo’s dedication to her family and country.           “We are heartbroken,” Phoebe stated, “but we take solace in knowing how much she loved and served her family and nation.” Zanu PF Politburo member Retired Col Tshinga Dube remembered Moyo’s contributions from the struggle for independence to her work in government.         “Eunice was a stalwart of our liberation movement and a d

May 18, 2024

Gandanga Thomas Mapfumo Atsamwa Wicknell Usandijsirira Siyana Nezita Rangu Vopopota Mukanya

Exiled legendary Zimbabwean musician Thomas Mapfumo has rubbished claims that he is considering returning to Zimbabwe after being offered a US$700,000 package that includes a house, car and cash by controversial businessman Wicknell Chivayo.    Nehanda Radio received an audio from Mapfumo which was also sent to Chivayo in which he made his feelings clear.                "Hello Wicknell, let me tell you, please stop soiling my name. If what you think you doing is good, go ahead without involving my name, don't soil my name talking nonsense about me. I don't know you and I have never met you.    "I just hear about you on the news. I don't hate you, just leave my name alone. D

May 17, 2024

Olinda Chapel Na Stunner Vachikisana Oti Ndanyura Murudo Zvakare Izvi Zvaita Tytan Azhambe Zvakaoma Mufunge

So Mai Nandi havasi kuda kutiona takanyarara hereπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ I swear I no go talkNyura iwe ko ndiwe wadii hako mkadzi wa Des               Ndosaka cader wanga akati ziii izvo wanga anyura hakeKana pane munhu afara nhasi ndini, this is what I have been praying for for 5 yrs now@ Olinda Chapel-Nkomo ndiri kufara ini, musikana ari happyNdozvandaigara ndichinamatira izvi , zvazoitika, O.C Unofadza moyo wangu nezvese hazvo zvaunoita…

May 17, 2024

Mujeri Guard Azviuraya Kusiya Anyora Tsamba Mushure Mekunge Adzidzisa Mukadzi Apedza Avekumuramba Kuti Hsusi Weclass yangu Video Akazvisungirira Mutoilet

Uuuum murombo harovi chinengowo πŸ’”πŸ˜­πŸ’”       Kune nyaya yanetsa veduweeeeee mugadhijeri azvisungirira mushure mekunge adzidzisa mukadzi achitora loan kubasa ndokudzidzisawo namainini munin'ina wemukadzi vakushanda vakuti hausi weclass yangu ndazowana anoenderana neni amuka           akazvisungirira afunge kti anechikwereti chinodarika 2500us dhora payslip hanzi Haina kana pay achibatirwa mari yekufundisa mudzimai nemuramu.   ZimDaily Society

May 17, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Baba Vakuru Stan Jacha Anogara Ku UK Oda Kuroora Muzukuru Mwana We Hanzvadzi Yake

UK-BASED Zimbabwean man wants to marry his niece and this has split his family, amid reservations from others who say this is taboo. Stan Jacha appears to have been blown away by the beauty of his niece, Charity Ngundu, and now wants to take her as his wife. Her beauty first caught his attention when he gleaned some photographs captured at a funeral. He decided she was the one he wanted to be his wife and pursued her with the intention to win her heart and marry her.               Stan won the battle to win her heart and showed he was serious when he proposed to Charity. She accepted his proposal and the two agreed to marry each other. They set a date for lobola payment, after consultations with other family members.

May 17, 2024

Zvinonyadzisa Mari Chokwadi Yakauraisa Jesu Mukanya Thomas Mapfumo Oti Ndave Kuuya Konozotora Zvinhu Zvaakapihwa Na Wicknel Chivhayo Kozvaanga Achembera Zvakanaka Wani

Mukanya’s Manager: “I’m waiting to meet with Wicknell and find the way forward because I think it’s a good offer which Mukanya  deserves, considering his contribution during the struggle and his contributionin the music industry in this country,” Mataure said.             “There’s no harm in meeting and finding common ground and move forward because I strongly believe Wicknell’s offer is coming from him with love for Mukanya and not for publicity."Ini pandakaona kuti maqwiqwi ndepaasina kupindura after leaks of that chat. Mukanya is always upfront haanonoke.                 Apa iye Chivhayo arikutomusimbisa.

May 17, 2024

Hatisati Tapora Nudzu Ramadzimai Evangelica Ovhura Hombe Zimbabweans Chiiko Nairo Gomba Rinenge Radzurwa Muti Nemakorokoza Zvionerewo Mmmmh

Haa kanyika kano kakutotyisa kurara unomuka wakasiiwa nenyaya 30 ndati πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Haa shuwa here Pame 🀣🀣🀣🀣 hatisati ta recover zvamadzimai Emily kwato nezvitsva kkkkkkNairo gomba rake rinenge rakambocherwa nemakorokoza nxaaa             Zuro ndizuro wakazhamba uchiti urikuda maHonoro anobva kuChando Zig rinobva Zakarinopisa ahusi kurida nhasi ndiwe uyo waranyu chiso chakafara musikana ari happy enda kubasa hama πŸ™„Haa kanyika kano kakutotyisa kurara unomuka wakasiiwa nenyaya 30 ndati πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

117 118 119 120 121