Saturday, September 21

Olinda Chapel Na Stunner Vachikisana Oti Ndanyura Murudo Zvakare Izvi Zvaita Tytan Azhambe Zvakaoma Mufunge

So Mai Nandi havasi kuda kutiona takanyarara hereπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ I swear I no go talkNyura iwe ko ndiwe wadii hako mkadzi wa Des

 

 

 

 

 

 

 

Ndosaka cader wanga akati ziii izvo wanga anyura hakeKana pane munhu afara nhasi ndini, this is what I have been praying for for 5 yrs now@ Olinda Chapel-Nkomo ndiri kufara ini, musikana ari happyNdozvandaigara ndichinamatira izvi , zvazoitika, O.C Unofadza moyo wangu nezvese hazvo zvaunoita…

  • Share: