Saturday, September 21

Zvinonyadzisa Mari Chokwadi Yakauraisa Jesu Mukanya Thomas Mapfumo Oti Ndave Kuuya Konozotora Zvinhu Zvaakapihwa Na Wicknel Chivhayo Kozvaanga Achembera Zvakanaka Wani

Mukanya’s Manager: “I’m waiting to meet with Wicknell and find the way forward because I think it’s a good offer which Mukanya 

deserves, considering his contribution during the struggle and his contributionin the music industry in this country,”

Mataure said.

 

 

 

 

 

 

“There’s no harm in meeting and finding common ground and move forward because I strongly believe Wicknell’s

offer is coming from him with love for Mukanya and not for publicity."Ini pandakaona kuti maqwiqwi ndepaasina kupindura after leaks of that chat. Mukanya is always upfront haanonoke.

 

 

 

 

 

 

 

 

Apa iye Chivhayo arikutomusimbisa. This one ladies and gentlemen if Mukanya bites I am telling this will be the height of Wicknell shenanigans.Kkkkk Mukanya vanenge vakudawo mari ava vakunyara kutaura chete cz kubva zvabuda message iyo vangori zii mukanya havana kumbobvira va comenter cz mukanya is always upfront havanonoke

  • Share: