Wednesday, February 12

Search result for ""

July 07, 2024

Tatelicious Ovhura Hombe Ku Snap Chat Na Easter Gambiii Replastic Kuita Chifuta Machiona Sei

Vanoshandisa snapchat mhanyai munoona SHURA RANDAPOSTA PA STORY . MUZONYIMANE , PANANAI MUMAMANA IMOMO . #HOMBODO_MANYAMA❤️               Ndaisa another video the 2nd one ku story , snappy chati 🤣🤣🤣My username ye SNAPCHAT is              Queenestherzw91 .Kana matumwa na kwini musazovhurira panevanhu koz kwini venyu vanovhura hombe

July 07, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvaitika Kwa Rusape Tsanzaguru Zimbabwe Yashata Iyii Nyika Yavekumawere

FROM INBOX | Makadii hama. Pane chiitiko chaitika muno mu Tsanzaguru RUSAPE kuma 3 nhasi Wednesday 3 July. Pagedhi pauya mota mukadzi aburuka akapinda mu gate akati kumwana Mbuya varipo here zvikanzi ehe vadeedzei. Ndasvika adzokera mumota panga paine mukadzi kumberi nemukomana wechidiki or murume wechidiki mutema anga aine cap nevakadzi 2 kumashure vese vanga vari 4.                Ndatoti makadii vakadaira then mukadzi anga ariku front ndiye anga achibvunza baba varipo here , vanodzoka nguvai . Mubvunzo yavo yanga ichitiratidza kuti varikubvunza zvawasingazive nezve pamba. Ndavati hamuna kurasika here vabva vataura surname yedu coz vaona pakanyorwa ndikati manga muchivadii baba hanzi tine mari yavo tikusiirei here ndikati mu

July 07, 2024

Haya Macelebriry Edu Nekupemha Dj Olla Njuga Dzirema Avekukumbira Mafans Zvaita Akamukirwee

DJ Ollah njuga dzarema aku pemhawo ma stars pa facebook..DJ Ollah hosted the Zimbabwe’s national treasure             Madam Boss dinner party.. money raised over $10,000 thousand US dollars, ma Zimbabweans mukarwadziwa na Madam Boss hamupori

July 06, 2024

52 Students Veku Matopo Boarding School Vapona Rufu After Building Caught Fire

Fifty-two learners at Matopo High School in Matabeleland South escaped unhurt when a fire gutted a school dormitory housing boys in the early hours of Friday but their personal belongings and some school material were destroyed in the inferno.     In a statement of Friday, the Brethren In Christ Church owned boarding school confirmed the incident.     “We regret to inform the public of a devastating fire incident that occurred at Matopo High School in the early hours of Friday, the 5th of July 2024,” said the school. “The fire broke out in the boys’ dormitory, resulting in the complete destruction of property.” The school said the dormitory that was gutted by fire houses 52 learners.     Everything

July 06, 2024

Greatman Otuka Themba Magorimbo Wajaira Kurova Varungu Vasina Simba Huya Ndikukwapaidze

Greatman Otuka Themba Magorimbo Wajaira Kurova Varungu Vasina Simba Huya Ndikukwapaidze.       Kuri kuzvibhakera ndoziva @charles manyuchi umwe uyo andimuzive hangu,anditomuzive local yacho, bvunza vana 10 unzwe kuti anozivikanwa ere muno munyika make. Kutaura kudai iwe ahusikutomuziva futi      

July 05, 2024

Tete Mildred Votuka Mai TT Unovhaira NaSekuru Gilbert Vakapera Kudhara Vanokurova 1 Round Per Week

Ex husband inotukwa nemunhu ane make up kumeso here apa urikuita kunge you are feeling honie. Imiwee kana mafunga murume ingotaurai kani.Tatoo inoda munhu ane nyama yacho yekuisa tatoo.Hanzi ndakafurirwa kumuda ndikafurirwazve kumuramba.Handina kumbobvira ndamuda imiwee mane murume ko kuita zvaikoko.Happy birthday Nyamavhvhuvhu may you find peace in your heart to let go and Move on.        

July 04, 2024

Makorokoto Chipo Muchegwa Totenda NeBenz Ya Wicknell Sniper Vakazviita Futi

Makorokoto Chipo Muchegwa Totenda NeBenz Ya Wicknell Snipe Vakazviita Futi        Makorokoto Chipo Muchegwa Totenda NeBenz Ya Wicknell Snipe Vakazviita Futi 

July 03, 2024

Mathias Mhere Otuka Prophet Sean Jiam Murume Wa Bee Wezhira Kuti Urizi Fake Prophet Handiuye Kuka Church Kako

As for now I dont have words my heart is just heavy If I have to explain anything I will do later. But zvakaoma ndanzwa nekubvunzwa but kuti Fake is too strong for me.                 Morning People hope you had a blessed night. So this is my story,7 months ago these 2 gospel Icons came into my mind and I asked my congregants wich one I should collaborate with they said both of them. I reached out to them through Lyton Ngolomi & they charged me and I prepared for whatever they needed and got back to them when I was ready. I paid I don’t owe any of them & we worked,I choose them because I love them,I respect them,I know they are giants in this field so their names on my projects was d

July 02, 2024

DJ Towers Oti Madamboss Vanopisa Kukunda Mai TT

DJ Towers Oti Madamboss Vanopisa Kukunda Mai TT          

July 01, 2024

AMIR Edwin Mhaka Onzi NeCourt Wakanyeperwa Hauziriwe Wakabuditsa ma Nyudyu A FiFI

AMIR Edwin Mhaka, the teenager who was accused of leaking Felisha Fifi Muzeya’s nude pictures, is now a FREE man after the State withdrew its charges.     Fifi is the daughter of comedienne Mai TT and had a romantic relationship with Amir. Amir appeared before magistrate, Ruth Moyo, last Thursday where the State applied to have the charges withdrawn before plea, due to lack of evidence.

101 102 103 104 105