Wednesday, February 12

Musikana Uyu Nekunaka Kwese Ozviuraya Nekuda Kwemukadzi Wemurume Aidanana Naye

She was accused neumwe mkadzi kut aidanana nemurume wake apa dzaive nhema so akatadza kugamuchira mashoko akataurwa nemkadz uya

 

 

 

 

Ndokumwa poison ndokufa

Sad 😔 😟 🙁 😥 😞Haiwa

 

 

 

 

wongozviurayira zvausingazive musatiite vananaVakadzi tisati taita chinhu fungira mumwe wako chokwadiKufira kunzi unodanana or mukdzi akamu...fambira kuti mhepo ye rufu itevere

  • Share: