Handisi kuti chii kana kuti chii, ini handina mari hangu asi ini ndiri happy kudarika vanhu avo. 😂😂😂😂Money can't buy class...Ghetto Grannies or zvimaMbuya zvemuGhettoOnce your daughter or son is of dating age waato granny😠Don't come for me nditori magogo chaiye zvangu ndiri MiL of 2 Tisu maglam masðŸ˜Wig na wig. You gold diggers and grannies too.i wiil bring it where is your work place or rather offices. Not home kuchegotsi workshop â„‚ð•™ð•’ð•œð•’ð•Ÿð•’ð•œð•šð•£ð•’ ð•ð•šð•—ð•– ð•Ÿð••ð•–ð•”ð•™ð•–ð•œð•¦
Marriage yemurume uyu yaputsika,ndanzwa live yake ummmmmm guys varume varikupindana nezvakawanda mudzimba umu💔💔 haisi nyore murume kuzosvika kunomhan'ara kupoliceðŸ˜ðŸ˜Baba Tencen
Unenge wakaudzwa chiporofita chekuti mazuva ako ekurarama ave mashoma, uchauraiwa either ne Accident or Gunshot ...A few days later you have an accident you escape death ..Then you realise the seriousness of the matter then your mother and your wife tell you let's go to church the on another day...So your mother and wife are on the way with you to church the a bus hits the car you been driven by your wife and your mother and yourself Die on the spot..... The definition of nguva inenge yasvika and a definition of mubereki anomira newe despite everything you would have done in life... REST IN Peace Kudzai Keita and your Mother I pray your Wife survivesHazvis
Zvaindinetsa kuti sei Saintfloew achifamba nemota ine Biscuit iye ana Mutarisi🙌😂 santa katori kaparty time job kaMutarisiMusic is business and kubasa. Many talented artists have tried to do it alone and haven't made it. The artists brings his talent, the label brings in their resources, influence, industry expertise and marketing, management and guidance. The problem starts when there are profits and the other feels they are the sole reason for the success. What's important is having an agreement thats reasonable and advantageous for both parts. Many artists with immense talent have failed coz they lacked sponsorship, management, marketing etc. And also many labels have lost money investing in artists too. Both wi
Main objective ye this post ndeyekupwanya Saintfloew. Ma heights akwirwa naye havachamagone. They are trying by all means to put him and his team down kusvika pakutsvaka nema convicted criminals ari on the run to help their case. It’s not going to work! We are dropping another Delroy song soon. 🫶ðŸ¾
Tragic Loss: Eddy Fresh and Wife Pass Away in Fatal Accident It is with profound sadness that we announce the untimely passing of Eddy Fresh and his wife, who tragically lost their lives in a fatal accident.Havaimbofa vega panebanga kwarakabva😢vana vadiki vanosara dzavanherera veduweee zvakaoma hazvo satan aripabasa 💔💔💔💔ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Our heartfelt condolences go out to their grieving family. We will share further updates as more information becomes available.Simbiso Zvitambo introduced me to this family and vakava vanhu vangu zvekudaro family yangu ndaiti sis Shy ndikawana murume handisiyane naye zvamunoita naBmkuru Fresh today ma decide k
Kune vanga vanonokerwa NE update yema stars ndaona zvinganetse Regai ndi worker ndega ndo total yandawana iyo.. Congratulations album launch Aiwa manga makachena..asi ndiyo total yema stars ðŸ™$ 2600 usa plus
Stand munoiziva mukaiona she is still doing skits kumunhu atendeuka haha ,svimurume sviya svakutanga kukamira sapj svabvunziwa kuti Iri kupi,,Nekuziva kwenyu kamuchachilo apiwa stand chaiye aidaro,murume uya anotozvigarira kubudiriro anoroja 1 room anoiwanepi stand yekukupa kamuchacha poor rehearsed skit 🗑 🚮 🗑.....Wakutoramba kubhadhqra deco ne stage zvevanhu kambavha!!!Zimnhino!!]!That skit was meant for kusvotesa Shumbas Diaries because ndivo vakanyepa kuti he has a house with his wife in Waterfalls which she doesn’t have access to (well because it doesn’t exist) … a lot of things are done for spite even to those vanomira naye to the end
Bee wezhira nditaure here muridzi wemwana nyara kungoti munhu iyeye ndomurespecter and handide zvangu kutaura zvakawanda but uri hure hozana iweLet these kids be; that’s blackmail. We don’t care about the father of the child. How can you insult another woman because of her choices? That’s tarnishing someone’s character. One day, people will be sued for such actions.Unoda kuti munhu wese afarire ngundu ndiwe Ani iweAsi ukurwadziwa kuti aiva ku album launch here nhai PJ. Haaa manakiro awakaita nezvawave kuita hazvina kana kukufita ini as much as l don't belong to cat family or any other family apa wave kurasika U cn do better than that
Wandibaya panorwadza mwana waamai vangu chiingave chiiko chaita kuti usvike pakudai Karen Fundukwa #RIPSISTERSorry hako but pamwe paccho hama dzatinadzo dzinotituma pakusvikq kudai I don't blame her kna iri suicide no one will understand your pain until zvadaiYou're a beautiful young lady , l can't compare you to those garrulous people who don't have breaks on their mouth.Don't mind them, don't let them destroy your self esteem, never. Usatye kutukwa nevanhu vanengozi kana munhu achituka mai vake ko iwewe zvako.lngofunga wega kuti is it normal kuti unotukirwa kuti wati you love someone then yatova crime🤷♀ï¸.Only satan hates peace and love.Vakawanda v