Sunday, October 27

Karen Fundukwa Afa Zvinorwadza

Wandibaya panorwadza mwana waamai vangu chiingave chiiko chaita kuti usvike pakudai

 Karen Fundukwa #RIPSISTERSorry hako but pamwe paccho hama dzatinadzo dzinotituma pakusvikq kudai I don't blame her kna iri suicide no one will understand your pain until zvadaiYou're a beautiful young lady , l can't compare

 

 

 

 

you to those garrulous people who don't have breaks on their mouth.Don't mind them, don't let them destroy your self esteem, never. Usatye kutukwa nevanhu vanengozi kana munhu achituka mai vake ko iwewe zvako.lngofunga wega

 

 

 

 

kuti is it normal kuti unotukirwa kuti wati you love someone then yatova crime🤷‍♀️.Only satan hates peace and love.Vakawanda vari kuda kuziva kuti chii chaitika kuna Karen,tine urombo kukuzivisai kuti anwa mushonga wemakonzo mushure mekurambwa nemukomana,tichiti azorore murugare ...

  • Share: