But unonzwa sei kukumurira murume we friend yako ? , mhandu yemukadzi mukadzi .......pamwe aitomuti siya murume kkkk Personaly i think the ostensible dissolution of this couple's marriage and his subsequent involvement with a close acquaintance of the wife is nothing more than a carefully constructed ruse, devised solely for the purposes of maintaining their relevancy within the social media landscape. I urge you to exercise the utmost discernment when encountering such incendiary claims as the truth of the matter is likely to be far more mundane and prosaic. Indeed I would venture to assert that this whole debacle has been contrived solely for the purpose of generating buzz and publicity and is in all likelihood and ent
Music producer Gabz Golden Fingers has issued two copyright strikes against Mai Titi for her songs Canaan and Vasikana Vanegumi, which feature Mathias Mhere. The tracks are from her recent gospel album. Gabz claims Mai Titi failed to pay for the production of the songs and has shown no willingness to settle the payment, leading to the copyright dispute.
please help me on your platform.Baba vemwana wangu vakakumbira mwana Ane 1year Kuti vanomutengera hembe vagara vaimbobuda naye outing Vega sezvo takasiyana.So nezuro vakamutora Havana kumudzosa phone vaisabata ndakaenda kupolice tikaenda kwavanogara tikasvika vasiko so vazoita video vachit vari muroad kuenda kuZim nemwana.Police vavhura case yekidnapping I'm in SA vati ndimire but I'm scared vatoZim side and hapana Ari kuziva vari kuenda kupi kuZim.ndobatsirikawo sei APO mwana anoyamwa musikana
Prayers and thoughts to my brother Kapfupi asangana netsaona. We thank God kuti hana kunyanyokuvara hake asi musoro nechest ndozvirikumusimbira panguva ino.Get well soon Chibaba. Mota dzachivhayo idzi dzrikumboiteiko vnhu sure ma aqua aya ashataSaw him padombo musiuno akadhakwa last number akatonditi sry cz driving yake yaakaita ipapo hmmm he always drunk and mudhakwiro wachoo kaaa kn ararama totenda mwari
Gone too soon Elijah Vava we kuUnit H, akafa paAccident yeSprinter yaaiva ari in Masvingo on Sunday morning . Warwadzisa Elijah💔😭Zvakaoma takarasikirwa chose zvisineyi muridzi weruva akatanha
Karma always know Feristazi's adress kanorwisana nevanhu vasina mhosva nakoThat's why mhani kasongo Akari kupengereka I stress ye copyright it make sense now coz hasha dzacho ndandadzishayaOne vari kuti iriko zviri kunzi haasi original one 29k ndanzwa kuna producer vacho comment
Unit D tarasikirwa naJoseph Mhondiwa Jr May your soul rest in peace😭Gafa wabirira wangu Hawaiian haiyite
AntieJoy kwenyu chaiko kuCatFamily here or kuSnake family balance me,tisati takudzingai kuCatfamily😅🤣Tatenda Changamire iye anovatuk ndoda kumuona ndomu dzosera kwaanofanira kunge ari ku prison break mImi siyanai na mai ava iih madirei kudaro😂😂😂. Pese apa hamumbovaposter wani musadaro imi kutsvaga kutukisa munhu. Irwai hondo dzenyu mega ukoMadam Boss munhu anodika ❤️ they can never make me hate her 🤣🤣🤣 vanomuvengera kuti havana hunhu waka fumuka seuya 🤣 zvinonzi your body is the temple of god but pane umwe ane body ye community yese 🤣 let me not go deeper 🤣 anyways song iyo ingoma ❤️ inonzi tiende ku TikTok
Missed death by a whisker: A Nyaradzo vehicle and an Ecobank vehicle were involved in a road traffic accident along Emmerson Dambudzo Mnangagwa Road (formerly Enterprise Road). Police are attending the crash scene. Pictures by Anesu Masamvu/ZiFM Stereo NewsMufi akati ndoda kuvigwa kuGokwe imi makuenda kwamutoko 🤣🤣🤣Madrivers mazvinji ekuNyaradzo are not road friendly users amd we report with number plates Nyaradzo ignores hameno kuti y re they always In a rush especially the empty buses kuita makwikwi nemacombiedzatungana hombe haa dai musina henyu kutiudza imosquito yaruma bhuru renzou.otherwise irisey ecocash kwese kwamuri,isu kuno magetsi chete otherwise zvese boe