Wednesday, February 12

Mu Honda Fit Umu Moburitswa Vakadzi Mubooti Vanga Vabiwa

Guys ngatipei sando kuna Cst Chiunya of Mabvuku Traffic.

 

 

 

 

Vakamisa mota iyi paroad block then he suspected kuti driver haasi stable kwakumudzimira mota. Driver akabuda nevamwe vanga vari kumashure kwakutizira musango. Vakanzwa mukadzi aichema ari kuboot. Kwakutarisa wanike akasungwa maoko netambo. 

 

 

 

 

 

Anoti iye anga akwira mota mutown achida kuenda paRhodesvile vakadarikira vaye. Upon checking kwakuzoona kuti mota iyi yakanga yabiwa musi wa24 December. Matsotsi abatwa husiku hwanhasi.

 

Cst Chiunya kwamuri ikoko dai vakuru vakurangariraiwo🙏🏾

 

#security #investigations #discipline

  • Share: