Eh eh eh ! Ruvhi kuita kasikana kekuGr7 chaiko 🙅Yowe arikuglower 🔥🔥🔥zvamai glowai mwana waPagwesese Dhivha Parirenyatwa! Akabuda suwiti mhani uyu and it's evident that mufesi munyuwani anoziva zvaanoita zvedi 💯💯 Iii Ruvheneko kudzoka kuite kanyana chaiko kuwurungana kunge zuda reteenager ! Lovely, Lovely, Lovely! ❣️❣️❣️Firita rakangooma so ndakazoti ndanyenga bbe pa Facebook ndobva ndarohwa kopo ne firita. Hepo pakunosangana ndichiti ndirikunoona mu twin wa Madam Boss wanike eeee ndi DJ Ollah vakabviswa ma glass imiwee unozorora wani. Unoita kunge uchatsiga mota yako mumusoro ukadzokera kwaunoroja
Musatipe presha😏I means vanhu ava tinotombosangana navo, totadza kuvaziva nekuti tinenge tiine wrong picture mumusoro....terribleNot kuti chii hangu kuna Chipo but haaaa ini hangu uyu musikana uyu handinei naye👐Zvamwari chaizvo filter ichatibaya.unombofunga kuti pamwe handisi kugeza 🤔🤔
Zviri pachena kuti Norah ayiku tengera bacon nemari dzake dzaayiba kumaring.. Iyezvino wava pepedhu Nokosi😝😝
Ko zvaave kukwira ndege kunge arikukwira zupco nhaimi arikuita nezveiko uyu it will end in tears andifungisa mazuva amhamha naobhinyaDear Zimbabweans ndege is just a mode of transport just like subs, taxis, buses , cars , bikes. Register to vote or go to developed countries muone kuti its not an achievementNdege akukwira hako asi Size yebhutsu iyo ndeyechirume mukadzi chaiye anogumira pa size 7
Zvirikunzi BVO group ndovega vanemari and ndovaka vhara ma one akaitwa nehama yenyu mukaradhi wechidress hanzi chero ukabudisa mareceipts Uri rombe hauna Mari you dream of yourself being rich hanzi stop dreaming imboshanda iyo ireceipt yabva Kuna sis Zari yavadya dinner chete saka hanzi kana Uri mbinga why didn't I hang with you plus you a a social blogger imbodzikamai vatete class yamoda inosvikwa nevanhu vane Mari kwete yekufungiraIyo mari kana yavepo chaiyo yakawanda inomboda noise here ende une usinei nevanhu or showoff vanhu vanoona vega.
I miss the old version of Olinda. Beautiful and healthy looking 👀 😂 not zvaari manje 🙌🏾🙌🏾🙌🏾She was very beautiful ane big body veduwe fuller face 😍sh shdnt have met Dziva who made her lose confidence,good thing abt now she is happier n mo confidentYou having nothing else to say about her now she has lost weight yamaimutsvinyira now she is skinny it’s a problem 😂😂😂 bring back mura hamusisina content.
Happily married couples ❤️❤️ Machinda imi musango ngwarire kuzvitengera hembe vakadzi venyu muchiva pfekedza perengende dzakadai 😭😭Mukadzi waFreeman anochena shame. Asi mai dhuterere njuga dzenge dzovaremera kut uti kuda kunz mukadzi akadzikama hre unozvishayaMai Dhuts kunge munhu weMunicipality anocollector mari kumaVendor uye🤣🤣🤣🤣🤣Mai dhuterere deno vasina kubatwa ruoko taiti vakuenda kunohodha.
Mai Congratulations ...Mai Dzambu ....Mai Ngundu Murinyoka yemunhu izvozvi murikumbetuka ma visiting time ku Jeri uko kundoona Felly kurasisa mafans enyu muchiti hamutaure naye murikutsvakei chaizvo my Chikurubhi imi ..makaba hr makauraya hr manje manje mweya wekuma Jeri ikoko urikutokuteverai..Murikuda kuona ani chaizvo wamakasiya ikoko Dzikamai mugarisike tosangana After 9 Months tadzokaImi ndimi mozvinetsa inga Tyra paakaita accident Felly akanomuona saka musapinde nemwoyoInga wani iye pakaita accident paye chikiti akanomuona zvakaipei imi siyai vnhu
Apostle Jam sei murikuvigwa asi makapedzera vanhu vakawanda nguva here muchirara navo musade kunyepera kudzungaira apa muchiziva zvamuri kuita kana isiri fake marriage sei bee wezhira urikuviga murume uyo takadzifambira nyaya dzacho . Uyo murume wa bee wezhira endai pakanzi Apost Jam Sean nekasuit kekirimu kaasingabvisi dhemeti🤪🤪🤪🤪🤪 Twuma prophets twenyu twenhema utwo bee wakatora murume wevanhu sei uchiviga murume uyo imi makachata pachena nyatso tsanangurai nyaya yenyu musade kutiisa . Sei prophet avo vari kupretoriia iwe urikuno kuzim marriage ichiri nyoro nema finger print imi prophet ityai Mwari munokara mari kuda kuita profit nechurch bee wezhira ungaite maimufundisi iwe chaiye muisate drama takuburitsai chete munenhema imi🤪🤪🤪🤪🤪 Apa arikuda kuita alnight
Haiwa kana, nhema chaidzo. Memory Mai Maketeni kana asina chiDzabu , akaenda kwakaenda vana Zozo because harisiro dako rakeba iri🙅Never! Memory iflat base uyu saka stutubheki yakasvenengara kunge svosve remuhuni.