Saturday, February 15

Zimbabwe Minister Felix Mhona Ku Hospital Vachiona Vanhu Vakaita Tsaona Masvingo Beitbridge Road Uyo Akaiswa Cardboard

Zim Government Minister Felix Mhona visiting a patient akaiswa Cardboard Box because hospital haina material yekuisa plaster cast. This woman is one of the victims of an accident yakaitika between an Urban Connect Bus and a truck.Even food never saw the victims

 

 

 

 

 

given foodAs Zimbabweans we must unite tibvise chi government chakaora icho chembavha enough is enoughWonzwa rimwe richiti pamberi nezanu 🗑️🗑️Asi munhu iyeye everyday anopfuura nepane police blocks and vid blocks how cum yekuti munhu anonzi ano driver for 4 years without a valid retest zvozoonekwa coz of tsaon

 

 

 

 

Zimbabwe is full of dramas hama dzichiperera mumigwagwa anyway ndoshuvira kukasika kupora kune vakakuvara uye vakarasikirwa nehama ngatichemei netariro Mwari atinyaradze panguva yakaoma kudai

  • Share: