Monday, May 06

Kwa Chigodora Makunakuna Zvinotyisa Zvinoyera Baba Vorara Nemwana Wavo Kutoita Mukadzi Nemurume Izvi Zvaita Varipe Mombe 45

Zvinoyera Zvinotyisa Zvinoshamisa

Isu se dare ra headman Chigodora Tinoti

 

 

 

 

 

Baba ne mwanasikana wavo uyu vaive murudo, vaidanana hapana zve repukesi apa. Baba munoripa mombe 45 dzekusvibisa Dunhu rangu . Mozindipa $100 yangu yetsoka yekunoona pamamubhedha pamakaitira makunakuna .

 

 

 

 

 

 

Aaa imi herdman Chigodora aaa 45 cows ,dzobvepi nekuoma kwazvakaita mazuvaano. Aaaa itai mushe imi. Haaaa iye mwanayoo waibvumirei aaaaaa

 

 

 

 

 

 

Haiwa baba avo vakashandisira mwana mushonga semunhu ayiva nema bussing handidi kuona vakadzi vachishungurudzwa

  • Share: