Monday, November 25

News News

July 22, 2024

Hazvina Kuzopera Mushe Kumuchato We 40 000usd Maiguru Vozvidira Jecha

Haaaa zvinhu zvacho unotomboshaya kuti zviri kufamba sei🤔🤔🤔 nerunako rwese urwo munhu ashaya wake murume atoenda pabarika vakashata             varikunoita vana vahosi mudzimba dzavo iwe uri kuenda pachipare kushaya varume here or kuda panemari yakashandwa neumwe mkadzi kare???Kkkk maiguru avo ndovaridzi vemurume manje, the type iya inoti huyai ana mainini tibatsirane basa , the type inobviswa necrane, type yekuti murume           angaita hake madrama but kana asvika pane ava anodzikama kkkk type iyi inotonga ende hainei nazvo lol. Asi haidi kuenderwa kumberi manje kkkk unopachema because haa hapana chavasingachaketi ava kubva kuprayer kusvika kumushonga, saka Hirari wotodzikama ipapo kkk

July 21, 2024

Zvarwadza Mukuru Weku Zanupf Afa Zvinorwadza Pasi Pano Tirikutandara

  BRIGADIER General Retired Michael Chaminuka who died on Saturday after a short illness, has been declared national hero.           Delivering the message to the family Thursday evening at the Chaminuka residence in Harare’s Glen Lorne suburb, ZANU PF national chairperson Cde Oppah Muchinguri Kashiri said the conferment of hero status on the late was a result of his consistency and courage in advancing the national interest during the liberation struggle and after independence.       The family expressed gratitude to the government for honouring their late father. Brigadier General Retired Chaminuka joined the liberation struggle at the age of 17 after crossing into Mozambique in 1977.   &nbs

July 20, 2024

Wicknel Chivhayo Okumbira Ed Branson And Chari Ruregerero Oti Inhema But Tariro Gezi Kikky Confirmed Machats

FOR THE RECORD not everything requires a response, but this continued relentless attack on my personal standing , coordinated character assassination of high profiled people and defamation of purely innocent women using my name can NEVER be tolerated or ignored !             I have been APPALLED that over the last few days, almost every social media platform has been awash with screenshots PURPORTEDLY taken from my Instagram account. I disassociate myself from these FAKE screenshots and DISMISS them in their entirety as nothing more than MALICIOUS fabrications being sponsored by CRIMINALS who realized that their attempt to extort me was DISMALLY unsuccessful.   I must say that all the alleged screenshots were generated through F

July 20, 2024

Rich Aunt Vaita Accident Vakafa Vachibva Mu Club Borrowdale Road Mbinga Dzirikusheedzana Sad 

Rich Aunt Vaita Accident Vakafa Vachibva Mu Club Borrowdale Road Mbinga Dzirikusheedzana Sad           

July 20, 2024

Chairlady WeZanu PF Odzingirwa Mifananidzo Yaakatorwa Asina Kusimira

shocking turn of events, Ratidzo Mukarati, the chairwoman of the Zanu-PF Women’s League in Harare, has been suspended from her position following the circulation of explicit photographs purportedly depicting her.           This scandal has not only cast a shadow on her political career but has also sparked widespread controversy within Zimbabwe’s ruling party. The leaked images, which emerged online recently, have triggered a swift response from Zanu-PF officials, leading to Mukarati’s suspension pending further investigation.           The incident has been met with varied reactions from the public, with many expressing outrage over what they perceive as a breach of moral conduct exp

July 20, 2024

Mmmh Paita Audios Wicknel Achichema Nyaya Yemakadzi Emashamwari Account Yanga Yatorwa NaJava Nyaya Ma1 Chifuta Achema

Ndine audio achichema shame ndanzwa tsitsi apa boys racho richisekaAccount yakatorwa Nana Java. And hanzi vapiwa 500k to give it back and stop posting anything else they found in there 🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi akachema zvinonzwisa tsitsi kuti the rest of the info ikabuda he will be killed               .He is arrogant hake asi anobatsira vanhu vakawanda bt he doesn't post.Hanzi mune a lot of married women vaari involved navo a lot of slay queens patown.Haddassa avo dai vanyarara hanzi they have a relationship full time

July 20, 2024

Bus Driver We Inter Africa Bus Angofa Ati Jaachanzwe Zvakanaka Same poizen Yakauraya Mumwe This Week

SAD💔 | Driver weInter Africa anonzi Mawoyo afira paNyamaropa mubhazi rake. Hanzi angoti kuna conductor andichanzwi mushe, ita vanhu vaende nerimwe bhazi ndimbozorore. Pangoenda vanhu ndiye sarai.

July 20, 2024

Rich Aunt Olinda Guhwa Achiseka Madamboss Kuita Kutsvinyaa Kuvapidigura Nduwe Pakaipa

Rich Aunt Olinda Guhwa Achiseka Madamboss Kuita Kutsvinyaa Kuvapidigura Nduwe Pakaipa 🤪🤣🤣😳😳        

July 20, 2024

Huroyi Wa Wasu Wazobuda V11 Voice Rake Achitaura Nyaya Dzinotyisa Dzamaitt Chizvinzwirawo Wega Ndiye Aive Mutengese

Wasu Urimuroyi Waitengesa Nyay Kuna Ketina Unemoyo Wakaipa Iwe Ndiwe Honzero Even Zva Tinashe Maphosa Uchiti Maitt Vanokushandisa Utorerere Vanhu Mari😳😳😳😳Kubva Kudhara Ndiwe        

July 20, 2024

Yaitika Izvezvi Mutown Veduwe Musamhanyisa Mota pakaipa

Yaitika Izvezvi Mutown Veduwe Musamhanyisa Mota pakaipa        

55 56 57 58 59