Friday, September 20

News News

July 07, 2024

Tatelicious Ovhura Hombe Ku Snap Chat Na Easter Gambiii Replastic Kuita Chifuta Machiona Sei

Vanoshandisa snapchat mhanyai munoona SHURA RANDAPOSTA PA STORY . MUZONYIMANE , PANANAI MUMAMANA IMOMO . #HOMBODO_MANYAMA❤️               Ndaisa another video the 2nd one ku story , snappy chati 🤣🤣🤣My username ye SNAPCHAT is              Queenestherzw91 .Kana matumwa na kwini musazovhurira panevanhu koz kwini venyu vanovhura hombe

July 07, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvaitika Kwa Rusape Tsanzaguru Zimbabwe Yashata Iyii Nyika Yavekumawere

FROM INBOX | Makadii hama. Pane chiitiko chaitika muno mu Tsanzaguru RUSAPE kuma 3 nhasi Wednesday 3 July. Pagedhi pauya mota mukadzi aburuka akapinda mu gate akati kumwana Mbuya varipo here zvikanzi ehe vadeedzei. Ndasvika adzokera mumota panga paine mukadzi kumberi nemukomana wechidiki or murume wechidiki mutema anga aine cap nevakadzi 2 kumashure vese vanga vari 4.                Ndatoti makadii vakadaira then mukadzi anga ariku front ndiye anga achibvunza baba varipo here , vanodzoka nguvai . Mubvunzo yavo yanga ichitiratidza kuti varikubvunza zvawasingazive nezve pamba. Ndavati hamuna kurasika here vabva vataura surname yedu coz vaona pakanyorwa ndikati manga muchivadii baba hanzi tine mari yavo tikusiirei here ndikati mu

July 07, 2024

Haya Macelebriry Edu Nekupemha Dj Olla Njuga Dzirema Avekukumbira Mafans Zvaita Akamukirwee

DJ Ollah njuga dzarema aku pemhawo ma stars pa facebook..DJ Ollah hosted the Zimbabwe’s national treasure             Madam Boss dinner party.. money raised over $10,000 thousand US dollars, ma Zimbabweans mukarwadziwa na Madam Boss hamupori

July 06, 2024

52 Students Veku Matopo Boarding School Vapona Rufu After Building Caught Fire

Fifty-two learners at Matopo High School in Matabeleland South escaped unhurt when a fire gutted a school dormitory housing boys in the early hours of Friday but their personal belongings and some school material were destroyed in the inferno.     In a statement of Friday, the Brethren In Christ Church owned boarding school confirmed the incident.     “We regret to inform the public of a devastating fire incident that occurred at Matopo High School in the early hours of Friday, the 5th of July 2024,” said the school. “The fire broke out in the boys’ dormitory, resulting in the complete destruction of property.” The school said the dormitory that was gutted by fire houses 52 learners.     Everything

July 04, 2024

Makorokoto Chipo Muchegwa Totenda NeBenz Ya Wicknell Sniper Vakazviita Futi

Makorokoto Chipo Muchegwa Totenda NeBenz Ya Wicknell Snipe Vakazviita Futi        Makorokoto Chipo Muchegwa Totenda NeBenz Ya Wicknell Snipe Vakazviita Futi 

June 28, 2024

Norman Maroto Dembare & Gunners Legend Dies

Dembare Legend Dies  Former Dynamos striker Norman Maroto has died. Maroto was a member of the Footballers Union of Zimbabwe where he was the Communications Manager. The cause of Maroto's death is not yet known.    

June 27, 2024

V11 Mike Chimombe Arikunyeperwa Nick Mangwana Akataura Kuti 635 000 Mbudzi Dzaka Goverwa Vanhu Muns April 2023

Under the Presidential Goat Pass-On Scheme, 635 000 goats were distributed nationwide. The scheme seeks to ensure food security and empower communities across the country. #ZimIndependence 17 days to go      

June 27, 2024

Video ElGringo Hanzi Wicknell Achaurayisa President Mnangagwa NeCancer Nebhutsu nehembe Dzaarikuvatengera

Wicknell Achaurayisa President Mnangagwa Vachaisirwa Mushonga we Cancer Nebhutsu nehembe Dzaarikuvatengera.        

June 26, 2024

Chiwenga’s wife Minnie Baloyi Opopotera VP Chiwenga Kuitira Marry Mubaiwa Hutyinye

Second lady Minnie Baloyi is set to engage her husband Vice President Constantino Chiwenga over Mary Mubaiwa’s case.   This comes after one of Baloyi followers pleaded with her to ask Chiwenga to forgive his ex wife. Mubaiwa, has undergone a leg amputation as her health continues to decline. She also had her arm amputated in 2022.   Mubaiwa allegedly attempted to k!ll Chiwenga when he was on a life support system in South Africa in 2019.    

June 25, 2024

Chipo The Troublecauser Oregererwa Onzi Hapana Jeri PaNyaya Yake Yekurova Muridzi Wehembe Dzaakatora Akaramba Kubhadhara

SOCIAL media personality, Chipo The Troublecauser, who was in trouble for assault, was yesterday let off the hook after the complainant withdrew charges before plea. Precious Chigodora told magistrate Lyn Chizhou that she had forgiven Chipo The Troublecauser, whose real name is Donna Chasaya, her sister Candice and their friend Everlyn Chandengenda.       She said she was no longer interested in pursuing the matter. The trio faced accusations of tarnishing Chipo’s image on social media over an unpaid debt. The bone of contention between the two arose after Chipo The Troublecauser allegedly took clothes on credit, which she later failed to pay for.   Tinos Masimba appeared for the State.

31 32 33 34 35