She got threatened na mai TTShe was crying too makes me wonder MaCID please hero basakutya uko cz pakanzi parikusungwa vanhu iye anosungwa akadii kutaura makoe ese ayoMmmmmmmm Mai machira vari kutya she even shade tears. I guess vakashekewa or kutoudzwa kunzi if you don't reverse your statement tiri kubata vana vakoZvinhu zvacho ππππ ..mumwe jerry mupenyu ariko akaroora ariko Ku headquarters ye zaoga Ku waterfalls. Yes it confirmed akadanana na Mai TT between 2016- 17 Mumwe Ari kuti nyaya ndeye chokwadi jerry is missing tava ne pic. Ok both sides. So ...kana Ari mupenyu he just have to come and clear his name. Vanga vachitaura zvavasingazive vosingwa vese of false information and also defam
Bus Accident inotyisa Yakonzereswa Nema Driver 2 Emabus pafiwa.
Mota Irikubvira Ixvezvi Borrowdale Road Munhu Arimo Mukomana Achingobuda Mubhawa Pakashata Achichema
Mai Bvukururu Hazvina Kumira Mushe Kuita Kunyadzisa Mazepe Ne Dzidza Rose Haiwa Tanyara
Hama Dza Jerry Dzotaura Takaisa Police Report Hatina Kupiwa Help Maitt Ndovanga Vanetsana Naye Nenyaya Ye Edzi Vakauraya Jerry Imhondi Pliz Tag ZRP tag Mapurisa π³π³π³π³ππππππ
π£If you look carefully, it’s the price tag for her new shoe that’s now sticking to the red carpet. So she tries to quickly remove it cause it’s impeding her ability to walk. The bag is also brand new. We need new leaders.πΏπΌKkkkk she even dropped a tissue on red carpet , indiscipline yemuZim inotangira kustatehouse ,macron had to pick the price tag himselfIn addition to new leaders, I think we also need new citizens, because this is the same woman watiri kunyaudzwa nevanhu muma streets vachiti "ooooh she's so sophisticated and classy". Not sure when uncouth and gauche became sophisticated and classyπ€¦πΎβοΈπ€¦πΎβοΈπ€¦π
Mai Vicky Christa Audrey ayinzi akaisirwa nduru Ye garwe namai tt but akangotsakatika zvisinganzwisisike kusvika nanhsi hana kuzowanikwa ayiwe boyfrn yawoBut bitterness zva Gery handina kukudzai ndichiti hama dzake dzandibata dzikati kubva zvauya mwana wedu pasocial media achitaura kuti kamuchacha Aida kurarwa ari Kuma periods akamupa chirwere from there mwana wacho akabva ashaikwa zvamuchose chose up to now So Justice for Gery were is he ????????????Ngazvitaurwe ngavhurise ka docket nyaya dzinyatdo fambirwa ini ndakamirira atondovhurisira docket renyaya yagogo shero neiyiMunhu wese ari kuti sirayi police I'm blocking police inotangira pasocial media muri kurasika papi
VIDEO: Fighting in church leaves over 10 members of 7 Days Adventist Church in hospitalstarted off with two women exchanging words before one of them decided to get physical. Their men continued the fighting in a more physical fashion leading to several casualties. They turned the chairs and others items in the church into weapons during the intense brawl. Watch the video belowserious fight erupted among church church members leaving over 10 faithfuls at Nyabigena Seventh-Day Adventist Church in nursing serious injuries. The fight broke out as a result of a disagreement between the two factions of the congregation on their rights to worship in the church.
By Religion Reporter | Kadoma, Zimbabwe – In a gripping and emotional video message, a pastor from Kadoma, now in Europe, has detailed a harrowing account of threats and injustices that have forced him into exile. The pastor, who remains unidentified, is the husband of Nancy Mhundwa, allegedly involved in a high-profile incident with the mayor of Kadoma. The Viral VideoThe pastor, who led a local church and owned several businesses, described a campaign of intimidation that has left him unable to return to Zimbabwe. “I am the pastor of a church. I was forced out of my own church. I cannot come back to minister the word of God. I cannot come back to do business. I am the owner of Bafana Beverages. I cannot
Kuti undibvise kubudiriro first time kuti hande unogara kumalbrough kuimba yakasiiwa yenhaka Naamwene vako ikagoverwa murume wako nemabrothers ake yaive nyaya yekubatsira here kana kuti yekundidzidzisa chihure and blackmail? First blackmail yawakandidzidzisa pawairara nafata weroma ukauya ikoku one room yawakanga wanditsveta ukati tirikuda kudya fata uyu so you will stand as my little sister. Takaenda paRainbow tours kunosangana nemurume uye aive akatopfeka white collar muzimota rake maketeni kungopinda mumota ngaaridze mhere misodzi nemadziwa zvese. Zvikanzi murume wangu abata machats ndatodzingwa. So ndakudeedzai kuti mundiitire plan . Ini wacho ndigosiririsawo kubetsera sisi hure hozana iri. Fata vaya ndokuti inini handikwanise kukuto