Thursday, February 13

Search result for ""

May 27, 2024

Aunt Joy Vanodiwa Nemunhu Wese Vofumurwa Murume Haazi Wavo Saka Vachieiga Face Vanhu Vojamuka

Happy birthday my husband  Madiro andoita munhu wangu kana kuhondo ndoenda πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒ                 My love you are my everything chero vanhu vachipopotera kukuona i love u my ghost husband Wedzerwai makore akawanda bamwana.Mwari ngaakuchengetei.             I love being your partner.  Happy birthday to the person who has shown me what it really means to be in love. You mean more to me than you'll ever really know. Happy birthday to my love

May 27, 2024

Sibongile Capetown Wekuuraya Murume Takunda Obatwa Nhasi Mubus Avekutiza Otaura Zvakaitika Satan Aripabasa

Chiziviso Takunda Amon Makurumure Zvirikunzi akashaika mushure mukubayiwa ne mudiwa wake nebanga nyaya hombe yakakonzeresa ndeyekuti pakamboenda mukomana ku UK zvakanoramba kunyatsofamba ndobva adzoka akasvikira mumaoko             memusikana musikana akamutambira semudiwa wake but musikana haana kuziva hapana chawuyiwa nacho mukomana ayingoti mari yangu ichiri kuma US, kudzamara musikana azoona kuti hapana iripo ndobva vangonetsana kwakutobaya ayisada kuraya hake asi               ndozvakazoitika mutapi wenhawu akwanisa kutaura ne musikana pabatwa nemapurisa hanzi ati mukoma uyu akandirambisa munhu wangu achinyepa plus anevana 3 ndandisikuzviziva so zvakanditsamwisa zvikuru

May 27, 2024

Andile Charline Muza Opa Boyfriend Yake Godfrey Ngabayezwe Ndebele Number Dzemurume Wake Kuti Amutumire Ma Nyudzu Vachikwirana

I stand before you today, bearing a burden that has weighed me down for far too long. Depression has been suffocating me, and I’ve come to realize that silence is not always the best solution. Today, I’ve decided to share my story with you, in the hopes that it may help others who may be facing similar struggles.       My ex-wife, Andile Charleline Muza, mother of my son Kendrick Godfrey Zhanje, betrayed me in the worst possible way. While we were still married, she cheated on me with another married man, Michael Ngabayezwe Ndebele. To make matters worse, she gave him my number, and he sent me nude photos and sex videos on WhatsApp. The pain and humiliation I felt were unbearable.         Michael, the man she cheated

May 26, 2024

Hazvisi Kutarisika Kubaya Murume Ka25 Nebanga Kusvika Afa Ku Capetown Uko Chiiko Uyu Sibongile Moyo Ouraya Amon

FROM INBOX | Mangwanani vadikanwi. Tinehurombo nekurasikirwa neumwe wedu semhuri yeZimbabwe anonzi iye Takunda Amon Makurumure uyo anova akabaiwa nebanga nemusikana wake anonzi iye Sibongile Moyo.               Chiitiko ichi chaΔ·aitika nezuro 25 May 2024, Khayelitsha Capetown. Vaviri vese ava vanobva Berchnough Bridge.   MHSRIPπŸ’”πŸ™               Mwari we hanzi zvaita sei ndabatikana hangu veduwe kana dziri mhepo dzakatooma totizira kupi mwari imi πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ’”πŸ’”πŸ’” mweya wako ngauwane zororo mwanangu.

May 26, 2024

Pashata Komunhu Unopirei Aisi Vako Picture Remurume Wako Akashama Kwobuda Nudzu Kadora Kemurume WaDorine Zvionerewo First Comment

Simba mandaza died with heart attack and bronco abuse sad for the family restin peace life is too short 😒😒 wayendanekadora kako  SaynotodrugsPeople can laugh what ketty is doing is total wrong what did simba do to do how do you know that he has a kadora stop your bitterness                 Haaa iwevanokusekerera ndovasina kukwana ndochiii chamunoita vanavemunhub1Praying for my neighbor not to change her Wifi password πŸ€”fb huchi kkkkkkwig family ahoiπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

May 26, 2024

Ana Tytie Vochemedzwa Ne Nyathi Family Yatora Attention Yese

Fake LoveπŸ™„πŸ™„ vs Riwu Love ❀️❀️ Isu tinoti Ahoyi to the Nyathi Family.. Avo vemudidy family dzangovawo nharo, tanga taneta nekakadzi kanongo fongora pese ukuwo kachikomba kachiti ratidza mupataNyati family moida cuz murikuita yese yese nayo Tytie             akazviramba ka zvokuitwa yese yese kkkkkkkkkPlus azvidi dzungu. Humbleness inokosha. Vaimboita sevanhu kwavo ndokuzopiwa mawara nepayout yekwaZucker.           All those lives vachituka vanhu nekupindura Moreboys rough weren't necessary. Munhu udzikawo so not kuti hee atisi vana venyu heee takambokukumbirai here heee hatidye kumba kwenyu! Imika . Mwari ndobva vamutsa Nyathi Femeli, haa unosvava wani. Zimbabwe yese kwaNyathi

May 26, 2024

Capetown Eastern Cape Kwazara Vanhu Vasatan Chaiwo Mwana Uyu Thimna Sigayi Ouraiwa Obviswa Hembe Okandwa Pa Road Paaonekwa RIP

Rest in Peace Thimna Sigayi😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭   Our heart felt condolences to the family and friends we are broken πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”   Thimna Sigayi, 17, was stabbed to death, and her body was discarded in a ravine in Komani, Eastern Cape. Her naked body was discovered on 18 May 18 2024.             Thimna had gone missing the previous day after leaving home to visit relatives at a homestead not far from her village. Her family became worried when she did not return home. The following morning, neighbourhood children found Thimna's cell phone in a nearby bush and returned it to her family.              The family immediate

May 25, 2024

Maitt Vofumura Joey Nyikadzino Round Mafia Madyiro Aakaita Mari Ye Go Fund Me Yemusikana We Kidney Zvakaoma Imii

Almost 50k!!!!Hakuna India ichaendwa zvatovharana.!Pese apa vangachiuya pamaLive vachikumbira madonation vachiudza vanhu manext steps then olofesadhen mari yakwasekuru Nijo how come to u so?       Joey akutogovana hake mari nakasekuru kaye muchamuona akutonohodha mateki kuChina ouya achiti shandai vanhu shandaiZvakaoma ko kuzoti yemu EcoCash, Innbuck, Mukuru etc plus yaThe Giver.      

May 25, 2024

Vakadzi Denga Muchaita Reku Googler Footballer Ane Mukurumbira Oona Vana 3 Vese Havazi Vake Oda Kuzviuraya Kwa Tinashe Mugabe DNA

Dora Kayode, the wife of Super Eagles player Olanrewaju Kayode, has firmly refuted the allegations questioning the paternity of their children, Soccernet.ng reports. Earlier this year, the football star made headlines when he threatened to commit sui..cide after reportedly discovering his wife’s alleged infidelity with popular UK-based pastor Tobi Adegboyega.               Dora Kayode has now addressed recent claims suggesting that the Nigerian forward is not the biological father of their three children. Reports circulating the Nigerian media indicated that Kayode had conducted a DNA test, which purportedly revealed that the children were a result of his wife’s alleged extramarital affair

May 25, 2024

Tinashe Mutarisi Otongoshandisa Namwari Mwana Wake

I will give you the whole Namwari- story panodzoka Dion In July. So that you get to understand exactly what transpired because you deserve to know everything, you’re my friends.            In other news we have a deal ne Capri so our prices ema fridges are the cheapest in Zimbabwe. Musatenga capri fridge anywhere else.I trust you with advertisment 😝😝😝anyway we are waiting for the whole story             Mozonditora tinoroora futi Mai Tinashe ...pamusoro peyamakambobvisa iyoyo ndoziva yanga yakawanda zvekuti vakadzi vekumasvingo vanodhura kunge varikuda kuraiser Mari yekuplaster Great Zimbabwe

114 115 116 117 118