U
PAKAIPA💔 | Posted As Received. Listen to the video below for more details.
Pane bhazi ranga rakatakura vanhu veChurch ratsva and vamwe vanhu vakatadza kubuda vakafira imomo. Bhazi iri raive rakatakura vanhu vekwaGandanzara nevekwaSherukuru. Izvi zvichangobva kuitika manheru ano.
Mwari ngavazorodze mweya yehama dzedu dzatungamira kumusha nekunyaradza mhuri dzasiiva nevadikani.Hapasati pazivikanwa kuti pane vanhu vangani vatsvira mubhazi. Mapurisa akamirirwa kuti asvike.
Diocese of Manicaland ngatinamatei zvine simba nokuti tine vafudzi vari kuchekeresa vanhu kuti zvinhu zvavo zviite. Every year Manicaland ine vanhu vanofa vachibva kuBenard Mzeki.
Thousands of Anglicans from all over the world are at the Bernard Mizeki Shrine in Marondera for the 57th Bernard Mizeki Commemorations which started this Friday and ending on Sunday.