Shame vana vakaita tsaona nemota yavoVaitituka musi uno tangoti dzizisai Mwana Potivanonyanya kuisa zvinhu zvese pasocial media, zvinoda wakasimba paprayer zviye or uine
chawakatemba, ngavambodzikama apa mashamwari hobho,Kwatobva vanhu vanokuona uine mota asi havafi vakaziva kuti ndeyako, vanogara ne side rekungira iroro, nekuti zvodirwa jecha