Tuesday, September 24

Zvirikuitika Muzimbabwe Rutendo Chimedza Onzi Asiiye Murume Waanaye Uyo Mukadzi Wacho Ochema Chema

Ndatambudzika nemurume wangu arikuhura zvekusadzoka kumba ndava kurohwa nekuda kwe girlfriend inonzi Rutendo Chimedza anosiya ma wipers aapukutana nemurume wangu mumota

 

 

 

 

 

medu zvekuti murume arikuuya kumba kwachena dzimwe nguva ndokumbirawo uite post pa wall pako kana kune vanomuziva veduwee ndine nhumbu arikuda imba yangu ipararewo here ,

 

 

 

 

 

 

handisikuda hondo naye asi angosiyana nemurume wangu atsvagewo wake asina mukadzi picture rake iro achitorana nemurume wangu.

 

 

 

 

 

Chandiri kukumbira kana akadiwawo ingori respect chete asazoite seari kundisvotesa nokuti ndiripo hakuna kwandiri kuenda kana achiuya kuzoita number 2 ngaauye asi zvaari kundiita achazviitirwawo

  • Share: