Tuesday, September 24

Zvinoshamisa Zvinotyisa Thomas Nyamhunga Mhondi Ouraya Vana 2 VeGirlfriend Nebanga Kumufakosi

Mhondi Thomas Nyamhunga Wekubaya Vana VeGirlfriend Nebanga Mushure Arambwa One Mwana Ane 5yrs Afa- Nyaya Yacho Inorwadza

 

 

 

 

 

Sad news kuno kucherima muna hwata boyfriend yamai yacheka mwana ane 5yrs akabva afa ikachekazve mumwe mwana mukomana ane 9yrs pahuro amhanyiswa kuchipatara musikana mukuru ane 13yrs ndiye apunyuka

 

 

 

 

 

akatiza but so far hapana arikuziva chakonzeresa kuti boyfriend yamai iite zvayaita tine hurombo ne mwana achekwa akafa tino namata kuna Mwari kuti vaporese aendeswa Kuchipatara

  • Share: